< Zvakazarurwa 20 >

1 Zvino ndakaona mutumwa achiburuka kubva kudenga, ane kiyi yegomba risina chigadziko, neketani huru muruoko rwake. (Abyssos g12)
I saw an angel coming down from heaven. He had the key to the deep dark pit, and he was carrying a large chain in his hand. (Abyssos g12)
2 Zvino akabata zibukanana, nyoka yakare, ndiye Dhiabhorosi naSatani, akamusunga makore churu,
He seized the dragon. That dragon is the ancient serpent, the devil, that is, Satan. The angel bound him with the chain. That chain could not be loosed {[No one could loose] that chain} for 1,000 years.
3 ndokumukandira mugomba risina chigadziko, ndokumupfigira, ndokuisa mucherechedzo pamusoro pake kuti arege kuzonyengerazve marudzi, kusvikira makore churu apera; zvino shure kweizvozvo anofanira kusunungurwa chinguva chidiki. (Abyssos g12)
The angel threw him into the deep dark pit. He shut [the door of the pit], locked it, and sealed it [to prevent anyone from opening it]. He did that in order that Satan might no longer deceive [the people of the] nations [MTY], until those 1,000 years are ended. After that [time], Satan must be released {[God/God’s angel] must release Satan} for a short time [in order that he can do what God has planned]. (Abyssos g12)
4 Zvino ndakaona zvigaro zveushe, uye vakagara pamusoro pazvo, kutonga ndokupiwa kwavari; ndikaona nemweya yevakange vagurwa misoro nekuda kweuchapupu hwaJesu, uye nekuda kweshoko raMwari, nevasina kunamata chikara kana mufananidzo wacho, kana kugamuchira mucherechedzo pahuma yavo, neparuoko rwavo; zvino vakararama vakabata ushe pamwe naKristu makore churu.
I saw thrones on which people were sitting. [They were given] {[God] gave those people} [authority] to judge [other people]. I also saw the souls [of people] whose heads had been {whose heads [others] had} cut off because of [their telling people about] Jesus and declaring God’s message. They were people who refused to worship the beast or its image, and who did not allow [the beast’s agents] to put the beast’s mark on them, either on their foreheads or on their hands. They became alive again, and they ruled with Christ [during those] 1,000 years.
5 Asi vakasara vevakafa havana kuraramazve kusvikira makore churu apera. Uku kumuka kwekutanga.
They were the ones who lived again the first time [that God caused dead people] to live again. The rest of [the believers who] had died did not live again until after those 1,000 years.
6 Wakaropafadzwa uye mutsvene ane mugove pakumuka kwekutanga; pane ava rufu rwechipiri harwuna simba; asi vachava vapristi vaMwari nevaKristu, uye vachabata ushe pamwe naye makore churu.
([God] will be pleased with/[How] happy will be) those who live again that first time. God will [consider] them holy. They will not die [PRS] a second time. Instead, they will be priests [who serve] God and Christ, and they will rule with [Christ] during those 1,000 years.
7 Zvino panopera makore churu, Satani achasunungurwa kubva mutirongo rake,
When the 1,000 years are ended, Satan will be released {[God’s angel] will release Satan} from [the deep pit] in which he was imprisoned.
8 zvino uchabuda kutsausa marudzi ari kumativi mana enyika, ivo Gogi naMagogi, avaunganidzire hondo; uwandu hwavo hwakaita sejecha regungwa.
He will go out to deceive [rebellious] people in nations [IDM] all over the earth. [These are the nations that the prophet Ezekiel called] Gog and Magog. Satan will gather them to fight against [God’s people]. There will be [so many of them fighting against God’s people that no one will be able to count them] [SIM], just like [no one can count the grains of] sand on the ocean shore.
9 Vakakwira pakufara kwenyika, vakakomba musasa wevatsvene neguta rinodikanwa; moto ndokuburuka kubva kuna Mwari uchibva kudenga ndokuvamedza.
They will march over the whole earth and surround the camp of God’s people [in Jerusalem], the city that [God] loves. Then [God will send] fire down from heaven, and it will burn them up.
10 Zvino dhiabhorosi wakavatsausa akakandwa mudziva remoto nesarufa, pane chikara nemuporofita wenhema, uye vacharwadziwa masikati neusiku kusvikira rinhi narinhi. (aiōn g165, Limnē Pyr g3041 g4442)
The devil, who had deceived those people, will be thrown {[God’s angel] will throw the devil, who had deceived those people} into the lake of burning sulfur. [This is the same lake] into which both the beast and the false prophet had been [thrown] {[he] had [thrown] both the beast and the false prophet}. [As a result], they will continually suffer severely forever. (aiōn g165, Limnē Pyr g3041 g4442)
11 Zvino ndakaona chigaro cheushe chikuru chichena, newakange agere pamusoro pacho, iye nyika nedenga zvakatiza pachiso chake, zvikasawanirwa nzvimbo.
Then I saw a huge white throne on which [God] was sitting. He [was so awesome that] the earth and the sky disappeared from his presence completely; they were completely destroyed {[God] completely destroyed them}.
12 Uye ndakaona vakafa, vadiki nevakuru, vamire pamberi paMwari, mabhuku ndokuzarurwa, nerimwe bhuku rikazarurwa, rinova reupenyu; vakafa vakatongwa kubva pane zvakange zvakanyorwa mumabhuku, zvichienderana nemabasa avo.
I saw that the people who had died [but now lived again] were standing in front of the throne. [They included people of] every social status! The books [in which God records what people do] were opened {[God/God’s angel] opened the books [in which God records what people do]}. Another book was opened {[He] opened another book}, which is [called the Book] of Life, [in which God has written the names of people who have eternal life]. [God] judged the people who had died [and now lived again] according to what they had done, just like [he] had recorded it in the books.
13 Zvino gungwa rakapa vakafa vakange vari mariri; nerufu negehena zvikapa vakafa vakange vari mazviri; umwe neumwe akatongwa zvichienderana nemabasa avo. (Hadēs g86)
[The people whose bodies were buried in the] sea [became alive again in order to stand before God’s throne]. Everyone who had been buried on the land (OR, Every person who was waiting in the place where dead people stay) [became alive again, in order to stand before the throne]. [God] judged each one of them according to what each one had done. (Hadēs g86)
14 Zvino rufu negehena zvakakandirwa mudziva remoto; urwu rufu rwechipiri. (Hadēs g86, Limnē Pyr g3041 g4442)
All the unbelievers [PRS, MTY] —those who had been in the place where they waited after they died— [were thrown into the burning lake]. The burning lake is [the place in which people] die the second time. (Hadēs g86, Limnē Pyr g3041 g4442)
15 Zvino kana aripo asina kuwanikwa akanyorwa mubhuku reupenyu, wakakandirwa mudziva remoto. (Limnē Pyr g3041 g4442)
The people whose [names] [MTY] are not in the book, the one [where God] has written [the names of people who] have [eternal] life, [were also thrown] {([God/God’s angel]) threw them also} [into the lake] of fire. (Limnē Pyr g3041 g4442)

< Zvakazarurwa 20 >