< Mateo 16 >

1 VaFarisi neVaSadhusi ndokuuya vachimuidza, vakamukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga.
Mapalishayo na Mashadukayo gubhaajendelenje a Yeshu, bhalikwaatejelanga, gubhaajujilenje bhaatendelanje shilangulo kopoka kunnungu.
2 Asi wakapindura akati kwavari: Kana ava madekwani munoti: Kunze kwakanaka; nokuti denga rakatsvuka.
A Yeshu gubhaajangwilenje, “Shiikaga shigulogulo mmanganya nkutinji, ‘Malabhi kupingasha ukoto pabha liunde lishishejela!’
3 Uye mangwanani munoti: Nhasi kunze kwakaipa; nokuti denga rakatsvuka richikwidibira. Vanyepedzeri, munoziva kuparadzanisa mamiriro edenga, asi hamugoni kuparadzanisa zviratidzo zvenguva here?
Kulisha nkutinji, ‘Lelo kukasha ukoto mbungo jipinga puga, pabha liunde lishishejela na maunde gashibhindula!’ Bhai, mmanganya nnamanyililanga kujimanya miongwe kwa lola liunde, ikabheje nkakwimanyanga ilangulo ya jene miongwe jino?
4 Zera rakaipa uye rinofeva richitsvaka chiratidzo; asi haripiwi chiratidzo, kunze kwechiratidzo chaJona muporofita. Ndokuvasiya, akaenda.
Lubheleko lwa lebha na lukakulupalika kwa a Nnungu! Nnapinganga shilangulo, ikabheje lukapegwa shilangulo shoshowe ikabhe shilangulo sha a Yona.” Bhai, gubhaaleshilenje, nigubhaijabhulile.
5 Zvino vadzidzi vakati vasvika mhiri, vakakanganwa kutora zvingwa.
Bhaajiganywa bhabho bhakajombokanjeje ng'ambu jabhili ja litanda, gubhang'amulenje kuti bhashilibhalanga kujigala mikate.
6 Zvino Jesu akati kwavari: Onai mungwarire mbiriso yeVaFarisi neVaSadhusi.
A Yeshu gubhaalugulilenje, “Mwilolesheyanje na mwiteiganje na ngedule ya Mapalishayo na Mashadukayo!”
7 Vakarangana pakati pavo vachiti: Unodaro nokuti hatina kutora zvingwa.
Ikabheje bhalabhonji gubhataukengenenje ashayenenji, “Bhanabheleketa nneyo pabha twangajigala mikate.”
8 Zvino Jesu azviziva akati kwavari: Imwi verutendo rudiki, nemhaka yei muchirangana pakati penyu kuti hamuna kutora zvingwa?
A Yeshu gubhaimanyi ng'aniyo yabhonji, gubhaalugulilenje, “Mmanganya mmandunji bha ngulupai jishoko! Pakuti nnabheleketanga ga ligongo lya ngajigala mikate?
9 Muchigere kunzwisisa here, kana kurangarira zvingwa zvishanu zvevanezvuru zvishanu, uye matengu mangani amakanonga?
Bhuli, nkanabhe ng'amulanga? Bhuli, nkaakumbushilanga punagebhenye mikate nng'ano jila kwa bhanabhalume elupu nng'ano? Bhuli ikapu yaishoko ilingwa imwagumbeyenje ya malepei?
10 Kana zvingwa zvinomwe zvevanezvuru zvina, uye matengu mangani amakanonga?
Eu, mikate shabha jila jibhagabhanishiywenje bhanabhalume elupu nsheshe, bhuli, imwakundikenyenje ikapu yaikulungwa ilingwa ya malepei?
11 Hamunzwisisi sei, kuti handina kutaura kwamuri pamusoro pezvingwa kuti mungwarire mbiriso yeVaFarisi neVaSadhusi?
Pakuti nkang'amulanga kuti ngabheleketaga ga mikate? Ikabheje mwiteiganje na ngedule ya Mapalishayo na Mashadukayo!”
12 Zvino vakanzwisisa kuti haana kutaura kuti vachenjere mbiriso yechingwa, asi dzidziso yeVaFarisi neVaSadhusi.
Penepo bhaajiganywa gubhamumanyinji kuti bhashikwaalugulilanga bhaiteiganje nngabha na ngedule ya mmikate, ikabheje bhaiteiganje na majiganyo ga Mapalishayo na Mashadukayo.
13 Jesu wakati asvika kumativi eKesariya yeFiripi, akabvunza vadzidzi vake, achiti: Vanhu vanoti ini Mwanakomana wemunhu ndini ani?
A Yeshu bhakaisheje mmbali ja ku Kaishalia Pilipi, gubhaabhushiyenje bhaajiganywa bhabho, “Bhandu bhakutinji Mwana juka Mundu ni gani?”
14 Ndokubva vati: Vamwe vanoti Johwani Mubhabhatidzi, uye vamwe Eria, vamwewo Jeremiya, kana umwe wevaporofita.
Gubhaajangwilenje, “Bhananji bhakutinji a Yowana Bhabhatisha, bhananji a Eliya, bhananji a Yelemia, eu jumo munkumbi gwa ashinkulondola bha a Nnungu.”
15 Akati kwavari: Ko imwi munoti ndini ani?
A Yeshu gubhaabhushiyenje, “Na mmanganyanji bhuli, nkutinji nne gani?”
16 Zvino Simoni Petro akapindura akati: Ndimwi Kristu, Mwanakomana waMwari mupenyu.
A Shimoni Petili gubhajangwile, “Mmwe a Kilishitu, Bhanabhabho a Nnungu, bhali bhabhakoto.”
17 Jesu akapindura akati kwaari: Wakaropafadzwa, Simoni mwanakomana waJona, nokuti nyama neropa hazvina kukuzarurira izvozvo, asi Baba vangu vari kumatenga.
A Yeshu gubhashite, “Mbaya mmwe a Shimoni bhanabhabho a Yona, pabha nngabha mundu anng'ibhulile yenei, ikabhe Atati bhali kunnungu.
18 Neni ndinoti kwauri: Ndiwe Petro, uye pamusoro peruware urwu ndichavaka kereke yangu, nemasuwo egehena haangaikundi. (Hadēs g86)
Nne ngunakunnugulila mmwe a Petili, mmwe lindandawe na panani lindandawe ngupinga shenga likanisha lyangu, wala mashili ga kundamo ja bhawilenje gakalikombola. (Hadēs g86)
19 Uye ndichapa kwauri kiyi dzeushe hwekumatenga; uye chipi nechipi chauchasunga panyika, chichasungwa kumatenga; nechipi nechipi chauchasunungura panyika, chichasunungurwa kumatenga.
Shinimpe punguo ya Upalume gwa Kunnungu, shoshowe shishintabhe pa shilambolyo, shishitabhwe kunnungu na shoshowe shishinngopole pa shilambolyo, shishigopolwe kunnungu.”
20 Ipapo akarairisa vadzidzi vake kuti varege kuudza munhu kuti ndiye Jesu iye Kristu.
Kungai gubhaalimbiyenje bhaajiganywa bhabho, bhanannugulilanje mundu jojowe kuti bhenebho a Kilishitu.
21 Kubva panguva iyo Jesu wakatanga kuratidza kuvadzidzi vake kuti anofanira kuenda kuJerusarema, uye kutambudzika zvizhinji zvichibva kuvakuru nevapristi vakuru nevanyori, nekuurawa, nekumutswa nezuva retatu.
Tandubhila gene malangago a Yeshu gubhatandwibhe kwaalugulilanga bhaajiganywa bhabho gwangali nng'iyo kuti bhanapinjikwa kwenda ku Yelushalemu, na kweneko bhapinga potekwa na bhanangulungwa na bhakulungwanji bhaabhishila na bhaajiganya bha Shalia. Kuti, bhapinga bhulagwa na lyubha lya tatu shibhayuywe.
22 Petro akamutora parutivi, akatanga kumutsiura akati: Ngazvirege kutongoitika kwamuri, Ishe; izvi hazvingatongoitiki kwamuri.
A Petili gubhaatolile kuntemela, gubhatandwibhe kwaakalipila, “Inabhe nneyo Mmakulungwa! Lyeneli likankoposhela!”
23 Asi iye wakatendeuka akati kuna Petro: Ibva shure kwangu, Satani! Uri chigumbuso kwandiri; nokuti haurangariri zvinhu zvaMwari, asi zvinhu zvevanhu.
Ikabheje a Yeshu gubhatendebhwishe, gubhaalugulile a Petili, “Nnyabhulile apano, Lishetani! Mmwe nnang'ibhilila. Ng'aniyo yenu nngabha ya a Nnungu ikabhe ya shigundu!”
24 Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake: Kana ani nani achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Kungai a Yeshu gubhaalugulilenje bhaajiganywa bhabho, “Mundu jojowe apinga ngagula nne, anapinjikwa aikane nnyene, ajigale nshalabha gwakwe angagule.
25 Nokuti ani nani anoda kuponesa upenyu hwake acharasikirwa nahwo; asi ani nani anorasikirwa neupenyu hwake nekuda kwangu achahuwana.
Pabha, mundu apinga kulama gwangali ngulupalila nne, akakola gumi gwa pitipiti, ikabheje shakunde bhulagwa kwa ligongo lya ngulupalila nne, shakole gumi gwa pitipiti.
26 Nokuti munhu anobatsirwei kana akawana nyika yese, akarasikirwa nemweya wake? Kana munhu achapei chive muripo wemweya wake?
Mundu shiimpwaile nndi apataga indu yowe ya pa shilambolyo na akuno aliobhya gumi gwakwe gwa pitipiti? Eu, mundu shashoye shindu shashi pa gumi gwakwe gwa pitipiti?
27 Nokuti Mwanakomana wemunhu achauya mukubwinya kwaBaba vake nevatumwa vake, ipapo achapa mubairo umwe neumwe zvichienderana nebasa rake.
Pabha, Mwana juka Mundu shaishe na ukonjelo gwa Ainagwe pamo na ashimalaika bhakwe, penepo shannipe kila mundu malinga shashite tenda.
28 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri: Vamwe varipo kune vamire pano, vasingatongoraviri rufu kusvikira vaona Mwanakomana wemunhu achiuya muushe hwake.
Kweli ngunakummalanjilanga, bhapalinji bhananji pepano bhakawanganga bhakanabhe kummonanga Mwana juka Mundu alikwiiya malinga Mpalume.”

< Mateo 16 >