< Ruka 3 >

1 Zvino negore regumi nemashanu rekutonga kwaTibherio Kesari, Pondiyo Pirato ari mutungamiriri weJudhiya, Herodhe ari umwe wevatongi vana weGarirea, Firipi munin'ina wake ari umwe wevatongi vana weIturea nedunhu reTrakoniti, Risanio ari umwe wevatongi vana weAbhirene,
Im fünfzehnten Jahre aber der Regierung des Kaisers Tiberius, da Pontius Pilatus Landpfleger war von Judäa, und Herodes Vierfürst von Galiläa, sein Bruder, Philippus, aber Vierfürst von Ituräa und von der Gegend Trachonitis, und Lysanias Vierfürst von Abilene.
2 Anasi naKayafasi vari vapristi vakuru, shoko raMwari rakasvika kuna Johwani mwanakomana waZakaria murenje.
Unter den Hohenpriestern Hannas und Kajaphas geschah die Rede Gottes zu Johannes, dem Sohn des Zacharias, in der Wüste.
3 Akasvika munyika yese yakapoteredza yaJoridhani, achiparidza rubhabhatidzo rwekutendeuka kuve kukanganwirwa kwezvivi;
Und er kam in all die Umgegend des Jordan und predigte die Taufe der Buße zur Vergebung der Sünden.
4 sezvazvakanyorwa mubhuku remashoko aIsaya muporofita zvichinzi: Inzwi reanodana murenje richiti: Gadzirai nzira yaIshe; ruramisai migwagwa yake.
Wie geschrieben ist im Buch der Worte des Propheten Jesajas, der da sagt: Die Stimme eines Rufenden in der Wüste: Bereitet den Weg des Herrn, machet Seine Pfade gerade!
5 Mupata wese uchafusirwa, negomo rega-rega nechikomo zvichaderedzwa; zvakakombama zvicharuramiswa, uye makwiringwindi ave nzira dzakaenzana;
Jegliches Tal soll ausgefüllt und aller Berg und Hügel erniedrigt, und was krumm ist, soll gerade, und was rauh ist, zu ebenen Wegen werden.
6 uye nyama yese ichaona ruponeso rwaMwari.
Und alles Fleisch soll das Heil Gottes sehen.
7 Naizvozvo wakati kuzvaunga zvaibudira kuzobhabhatidzwa naye: Imwi zvizvarwa zvenyoka, ndiani wakakutaridzirai kutiza hasha dzinouya?
Er sprach nun zu dem Gedränge, das herauszog, um sich von ihm taufen zu lassen: Ihr Otterngezüchte, wer hat euch gewiesen, vor dem kommenden Zorn zu fliehen?
8 Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka; uye musatanga kuti mukati menyu: Tina Abhurahama anova baba; nokuti ndinoti kwamuri: Mwari anogona kubva pamabwe awa kumutsira Abhurahama vana.
So tut nun würdige Früchte der Buße und fanget nicht an, in euch zu sagen: Wir haben Abraham zum Vater; denn ich sage euch: Gott kann aus diesen Steinen dem Abraham Kinder erwecken.
9 Ikozvino sanhuwo ratoiswa pamudzi wemiti; naizvozvo muti umwe neumwe usingabereki chibereko chakanaka unotemerwa pasi, ugokandirwa mumoto.
Schon ist aber auch die Axt den Bäumen an die Wurzel gelegt. Jeglicher Baum nun, der nicht gute Frucht trägt, wird abgehauen und ins Feuer geworfen.
10 Zvaunga zvikamubvunza, zvichiti: Zvino tichaitei?
Und es fragte ihn das Gedränge und sprach: Was sollen wir denn tun?
11 Akapindura akati kwavari: Ane nguvo refu mbiri, ngaagovane neasina; neane kudya ngaaite saizvozvo.
Er antwortete aber und sprach zu ihnen: Wer zwei Röcke hat, der gebe dem ab, der keinen hat, und wer Speise hat, der tue ähnliches.
12 Zvino kwakauyawo vateresi kuzobhabhatidzwa, vakati kwaari: Mudzidzisi, tichaitei?
Es kamen aber auch Zöllner, sich taufen zu lassen, und sprachen zu ihm: Lehrer, was sollen wir tun?
13 Akati kwavari: Musateresa kupfuura pamakatemerwa napo.
Er aber sprach zu ihnen: Fordert nicht mehr ein, denn euch verordnet ist.
14 Nemautowo akamubvunza, achiti: Ko isu tichaitei? Akati kwaari: Musatyityidzira munhu kana kupomera nhema; uye mugutsikane nemibairo yenyu.
Es fragten ihn aber auch Kriegsleute und sagten: Und was sollen wir tun? Und er sprach zu ihnen: Tut niemand Gewalt an und gebet niemand fälschlich an, und lasset euch an eurem Solde genügen!
15 Zvino vanhu vakati vachatarisira, vese vachirangarira mumoyo mavo pamusoro paJohwani, kuti zvimwe iye angava Kristu,
Da das Volk aber in Erwartung war, und alle in ihrem Herzen von Johannes dachten, ob er nicht Christus wäre,
16 Johwani akapindura kune vese achiti: Ini zvirokwazvo ndinokubhabhatidzai nemvura; asi ane simba kupfuura ini anouya, wandisina kufanira kusunungura rukanda rweshangu dzake; iye achakubhabhatidzai neMweya Mutsvene nemoto;
Antwortete Johannes allen und sprach: Ich taufe euch zwar mit Wasser; aber es kommt ein Stärkerer denn ich, Dem ich nicht genugsam bin, die Riemen Seiner Schuhe zu lösen, Der wird euch mit Heiligem Geiste und mit Feuer taufen.
17 werusero rwake rwuri muruoko rwake; achachenesa kwazvo buriro rake; uye achaunganidza zviyo mudura rake, asi hundi achaipisa nemoto usingadzimiki.
Der hat die Wurfschaufel in Seiner Hand, und wird Seine Tenne fegen, und den Weizen in Seine Scheune sammeln, die Spreu aber mit unauslöschlichem Feuer verbrennen.
18 Naizvozvo achikurudzira nezvimwe zvinhu zvizhinji, akaparidzira vanhu evhangeri.
Vieles nun, auch anderes ermahnte er das Volk, da er die gute Botschaft verkündete.
19 Asi Herodhe umwe wevatongi vana, wakati atsiurwa naye pamusoro paHerodhiasi, mukadzi waFiripi munin'ina wake, nezvakaipa zvese Herodhe zvaakange aita,
Der Vierfürst Herodes aber, der von ihm gerügt ward ob Herodias, seines Bruders Weib, und ob all des Übels, das Herodes getan,
20 wakawedzerazve ichi pamusoro pazvo zvese, kuti wakapfigira Johwani mutirongo.
Tat zu dem allen auch dieses hinzu, daß er den Johannes ins Gefängnis einschloß.
21 Zvino zvakaitika kuti vanhu vese vabhabhatidzwa, Jesuwo abhabhatidzwa, achinyengetera, denga rakazarurwa.
Es geschah aber, da alles Volk sich taufen ließ, und Jesus Sich taufen ließ und betete, daß sich der Himmel auftat,
22 Mweya Mutsvene ndokuburukira pamusoro pake nechimiro chemuviri sewenjiva, inzwi ndokubva kudenga, richiti: Iwe uri Mwanakomana wangu anodikanwa, ndinofara mauri kwazvo.
Und der Heilige Geist in leibhafter Gestalt wie eine Taube auf Ihn herabstieg, und eine Stimme vom Himmel geschah und sprach: Du bist Mein geliebter Sohn! An Dir habe Ich Wohlgefallen.
23 Zvino iye Jesu wakange achitanga kuva nemakore anenge makumi matatu, ari (sezvaifungidzirwa) mwanakomana waJosefa, waHeri,
Und Jesus Selbst war bei dreißig Jahren alt, da Er anfing, und war, wie man dachte, ein Sohn Josephs, des Eli,
24 waMatati, waRevhi, waMeriki, waJanai, waJosefa,
Des Matthat, des Levi, des Melchi, des Jannah, des Joseph;
25 waMatatiasi, waAmosi, waNaumi, waEsiri, waNagai,
Des Mattathiah, des Amos, des Nahum, des Esli, des Naggai;
26 waMaati, waMatatiasi, waSimeyi, waJosefa, waJudha,
Des Maath, des Mattathiah, des Semei, des Joseph, des Judah,
27 waJohwana, waResa, waZerubhabheri, waSaratieri, waNeri,
Des Johannah, des Resa, des Zorobabel, des Salathiel, des Neri;
28 waMeriki, waAdhi, waKosamu, waErimodhamu, waEri,
Des Melchi, des Addi, des Kosam, des Elmodam, des Er,
29 waJose, waEriezeri, waJorimu, waMatati, waRevhi,
Des Jose, des Elieser, des Jorim, des Matthat, des Levi,
30 waSimioni, waJudha, waJosefa, waJonanu, waEriakimu,
Des Simeon, des Judah, des Joseph, des Jonan, des Eliakim,
31 waMerea, waMenani, waMatata, waNatani, waDhavhidhi,
Des Melea, des Mainan, des Mattatha, des Nathan, des David,
32 waJese, waObhedhi, waBhowazi, waSarimoni, waNaashoni,
Des Isai, des Obed, des Boas, des Salmon, des Nahasson,
33 waAminadhabhi, waAramu, waEsiromi, waFaresi, waJudha,
Des Amminadab, des Aram, des Esrom, des Perez, des Judah,
34 waJakobho, waIsaka, waAbhurahama, waTera, waNahori,
Des Jakob, des Isaak, des Abraham, des Tharah, des Nachor,
35 waSerugi, waRagau, waFareki, waEberi, waSara,
Des Seruch, des Regu, des Peleg, des Eber, des Selah,
36 waKainani, waArifakisadhi, waSemu, waNowa, waRameki,
Des Kainan, des Arphachschad, des Sem, des Noach, des Lamech,
37 waMatusara, waEnoki, waJaredhi, waMarereeri, waKainani,
Des Methusalach, des Henoch, des Jared, des Maleleel, des Kainan,
38 waEnosi, waSeti, waAdhamu, waMwari.
Des Enosch, des Seth, des Adam, der war Gottes.

< Ruka 3 >