< Ruka 10 >

1 Shure kwezvinhu izvi, Ishe akagadza vamwe makumi manomwewo, akavatuma vaviri vaviri pamberi pechiso chake muguta rimwe nerimwe nenzvimbo imwe neimwe iye kwaakange achizoenda.
ANAE munjayan este sija na güinaja, jaayig y Señot otro setenta, ya jatago dos en dos gui menaña para todo y siuda yan ayo na lugat anae para ufato güe.
2 Naizvozvo wakati kwavari: Goho zvirokwazvo iguru, asi vashandi vashoma. Naizvozvo kumbirai Ishe wegoho kuti abudisire vashandi pagoho rake.
Ya ilegña nu sija: Y cosecha megae, lao y manmachochocho didide; enaomina gagao y Señot y cosecha, ya ufanago ni manmachochocho para y cosechaña.
3 Endai; tarirai, ini ndinokutumai semakwayana pakati pemapumhi.
Fanjanao gui chalanmiyo; estagüe na jutago jamyo taegüije quinilo gui entalo y lobo sija.
4 Musatakura chikwama, kana nhava, kana manyatera; uye musakwazisa munhu panzira.
Chamiyo fanmañuñule botsa ni maleta, ni sapatos: ni jaye insaluda gui jinanaonmiyo.
5 Zvino paimba ipi neipi yamunopinda, tangai kuti: Rugare kuimba ino.
Masqueseaja mano na guma nae manjalom jamyo, finenana in alog: Pas para este na guma.
6 Uye kana mwanakomana werugare ari ipapo, rugare rwenyu ruchazorora pamusoro payo; kana zvisakadaro, ruchadzokera kwamuri.
Yaguin guaja güije patgon y pas, y pasmiyo usaga guiya güiya; yaguin taya, utalo guato guiya jamyo.
7 Garai muimba iyo, muchidya nekunwa zvinobva kwavari; nokuti mushandi wakafanirwa nemubairo wake; musapota-pota nedzimba.
Fañaga güije na guma, fañocho yan infanguimen todo y manmanaenmiyo; sa y machochoeho ufanmerese nu y apasña. Chamiyo fanjajanao guma pot guma.
8 Muguta ripi neripi mamunopinda vakakugamuchirai, idyai zvinoiswa mberi kwenyu,
Ya masquesea mano na siuda nae manjalom jamyo, ya manmaresibe jamyo, cano jafa y manmasajyane jamyo.
9 muporese varwere varimo, muchiti kwavari: Ushe hwaMwari hwaswedera kwamuri.
Ya nafanjomlo y manmalango ni guaja güije, ya inalog nu sija: y raenon Yuus esta mato guiya jamyo.
10 Asi muguta ripi neripi ramunopinda, vakasakugamuchirayi, budirai munzira dzaro, muti:
Lao masqueseaja mano na suida nae manjalom jamyo, ya ti manmaresibe jamyo, fanjanao gui cayeñija, ya inalog:
11 Kunyange guruva reguta renyu rakatinamatira, tinorikuhumurira kwamuri; asi muzive chinhu ichi, kuti ushe hwaMwari hwaswedera kwamuri.
Asta y petbos ni jachetune y adengmame güine gui siudanmiyo, insacude contra jamyo; lao tingo este na y raenon Yuus mato jijot guiya jamyo.
12 Asi ndinoti kwamuri: Zvichava nani kuSodhoma nezuva iro, kupfuura guta iro.
Ya jusangane jamyo: mas sungunon Sodoma güije na jaane qui ayo na siuda.
13 Une nhamo, Korazini! Une nhamo, Bhetisaidha! Nokuti dai akaitwa muTire neSidhoni mabasa esimba akaitwa mamuri, vangadai vatendeuka kare, vakagara vakapfeka masaga nedota.
Ay! ay! jao Corasin: ay! ay! jao Betsaida! sa yaguin guiya Tiro yan Sidon nae manmafatinas este sija na mannamanman y manmafatinas guiya jamyo, jagas sen amco manmañotsot, infanmatachong gui silisio yan y apo.
14 Asi zvichava nani kuTire neSidhoni pakutongwa, kupfuura imwi.
Enaomina mas sungunon Tiro yan Sidon qui para jamyo gui jaanin y sentensia.
15 Newe Kapenaume, wakasimudzirwa kudenga, uchawisirwa pasi kuhadhesi. (Hadēs g86)
Ya jago Capernaum, unacajulo jao asta y langet? umachule papa asta sasalaguan. (Hadēs g86)
16 Anokunzwai imwi anondinzwa ini; neanokurambai imwi anondiramba ini; neanondiramba ini anomuramba wakandituma.
Y jumungog jamyo, jajungogyo; ya y dumesecha jamyo, jadesechayo; ya y dumesechayo, jadesecha y tumagoyo.
17 Vanemakumi manomwe vakadzoka nemufaro, vachiti: Ishe, nemadhimoni anozviisa pasi pedu muzita renyu.
Ya manalo guato y setenta yan y minagofñija, ya ilegñija: Señot, asta y manganite insujejeta pot y naanmo.
18 Zvino akati kwavari: Ndakaona Satani semheni achiwa achibva kudenga.
Ya ilegña nu sija: Julie si Satanas taegüije y lamlam ni y pedong guinin y langet.
19 Tarirai, ndinopa kwamuri simba rekutsika pamusoro penyoka nezvinyavada, nepamusoro pesimba rese remuvengi; hakuna chinhu chingatongokukuvadzai.
Estagüe, na junae jamyo ninasiña para ingacha y culebla, yan y alacran, yan y jilo todo y ninasiñan y enemigo, ya taya siña munafanlamen jamyo.
20 Asi musafara nechinhu ichi kuti mweya inozviisa pasi penyu; asi zvikuru mufare kuti mazita enyu akanyorwa kumatenga.
Lao chamiyo ninafanmamagof pot este, pot y espiritu sija ni insujejeta; lao fanmagof jamyo pot y naanmiyo ni esta matugue gui langet.
21 Neawa iro Jesu wakafara mumweya, akati: Ndinokuvongai, Baba, Ishe wekudenga nenyika, kuti makavanza zvinhu izvi kune vakachenjera nevanonzwisisa, mukazvizarurira vacheche; hongu, Baba, nokuti saizvozvo zvakava zvakanaka pamberi penyu.
Ya ayoja na ora magof si Jesus gui Espiritu Santo ya ilegña: Junae jao grasia, O Tata, Señot y langet yan y tano, sa unana este sija na güinaja gui manmejnalom yan manmanungo, ya unfanue gui mandiquique; junggan Tata, sa taegüine nae senmagof gui menamo.
22 Zvese zvakakumikidzwa kwandiri naBaba vangu; uye hakuna anoziva kuti Mwanakomana ndiani, kunze kwaBaba, uye kuti Baba ndiani, kunze kweMwanakomana, uye ani nani Mwanakomana waanoda kuzarurira.
Todo y güinaja sija jagasja jaentregayo y Tatajo; ya taya tumungo jaye y Lajiña, na y Tataja; ya jaye y Tata, na y Lajiñaja, yan ayo y minalago y lajiña ufinanue.
23 Zvino akatendeukira kuvadzidzi vari vega akati: Akaropafadzwa meso anoona zvamunoona.
Ya jabiragüe guato gui disipulo sija, ya ilegña: Mandichoso y atadog ni manmanlie nu estesija ni y liniinmiyo:
24 Nokuti ndinoti kwamuri: Vaporofita vazhinji nemadzimambo vaishuva kuona zvinhu zvamunoona imwi, asi havana kuzviona, nekunzwa zvinhu zvamunonzwa, asi havana kuzvinzwa.
Sa jusangane jamyo, na megae na profeta yan ray sija, dumesesea na ulie nu estesija ni y liniinmiyo, ya ti malie; yan ujajungog nu estesija ni y jiningogmiyo ya ti jajungog.
25 Zvino tarira, imwe nyanzvi yemutemo yakasimuka, ichimuidza, ichiti: Mudzidzisi, ndingaitei kuti ndigare nhaka yeupenyu husingaperi? (aiōnios g166)
Ya, estagüe, un magas y lay na tumojgue julo ya tinietientagüe, ya ilegña: Maestro, jafa jufatinas para juereda y taejinecog na linâlâ? (aiōnios g166)
26 Ndokuti kwaari: Pamurairo pakanyorwei? Unoverenga sei?
Ya ilegña nu güiya: Jafa matugue gui tinago? jafa untataetae?
27 Uye achipindura, akati: Ude Ishe Mwari wako, nemoyo wako wese, uye nemweya wako wese, uye nesimba rako rese, uye nefungwa dzako dzese; neumwe wako sezvaunozvida iwe.
Ya güiya manope, ilegña: Guaeya y Señot Yuosmo contodo gui corasonmo, yan contodo y antimo, yan contodo y minetgotmo, yan contodo y tiningomo; yan y tiguangmo taegüije iya jago namaesa.
28 Akati kwaari: Wapindura zvakarurama; ita izvi, ugorarama.
Ya ilegña nu güiya: Mauleg inepemo: fatinas este, ya unlâlâ.
29 Iye, achida kuzviruramisa, wakati kuna Jesu: Zvino ndiani umwe wangu?
Lao güiya, malago na unatunas maesa güe, ilegña as Jesus: Ya jaye tiguangjo?
30 Jesu akapindura akati: Umwe munhu wakaburuka kubva kuJerusarema achienda kuJeriko; akawira pakati pemakororo, akamukururawo akamupa mavanga akaenda, ndokusiya oda kufa.
Ya inepe as Jesus ya ilegña: Un taotao tumunog guinin Jerusalem asta Jerico, ya podong gui entalo y manaque; y machule y magaguña ya manachetnudan güe, ya manjanao ya mapolo cana matae.
31 Zvakangoitikawo kuti umwe mupristi wakange achiburuka nenzira iyo; akati achimuona, akapfuura neparutivi rwakapesa.
Ya susede na un pale tumunog güijeja na chalan; ya anae jalie malofanja gui otro banda.
32 Saizvozvowo muRevhi asvika panzvimbo iyo, akamuona, akapfuura neparutivi rwakapesa.
Taegüijeja locue un Lebita, anae mato jijot güije na lugat, ya jaatanja, ya malofanja gui otro banda.
33 Zvino umwe muSamaria, wakange achifamba wakasvika paaiva, akati achimuona akanzwa tsitsi,
Ya un Samaritano, anae jumajanao güije na chalan, mato lugat nae gaegue güe, ya anae jalie, ninamaase,
34 akaswedera ndokupomba mavanga ake, achidira mafuta newaini; akamugadza pachipfuwo chake pachake, ndokumuisa kuimba yevafambi, ndokumuchengeta.
Ya mato guato guiya güiya jabee y chetnot sija ya janaye laña yan bino; ya janamaudae gui gaña gâgâ, ya jacone asta y guima publico ya jaadaje.
35 Zvino pamangwana oenda, wakabudisa madhenario maviri akapa kumwene weimba, akati kwaari: Muchengete; uye zvese zvaunoshandisa kupfuura izvi, ini ndichakupazve, kana ndichidzoka.
Ya y inagpaña güije anae para ujanao jachule dos denarion salape ya janae y magas y guima, ya ilegña nu güiya: Guesadaje güe; ya todo y palo na gastomo despues, yaguin tumaloyo mague, juapase jao.
36 Naizvozvo ndeupi wevatatu ava waunofunga kuti waiva umwe waiye wakawira pakati pemakororo?
Ya jaye y tiguang entre y tres, pot ayo y pedong gui entalo y manaque?
37 Akati: Ndiye wakamuitira tsitsi. Ipapo Jesu akati kwaari: Enda, newe unoita saizvozvo.
Ya güiya ilegña: Ayo y maase nu güiya. Ayonae ilegña Janao ya unfatinas locue taegüije.
38 Zvino zvakaitika pakufamba kwavo, kuti iye wakapinda mune umwe musha; umwe mukadzi wainzi Marita akamugamuchira mumba make.
Ya anae jumajanao, jumalom gui un songsong; ya un palaoan na y naanña si Marta rinesibegüe gui guimaña.
39 Uye iye wakange ane munin'inawo wainzi Maria, wakagarawo pamakumbo aJesu, akanzwa shoko rake.
Ya guaja uno cheluña palaoan na y naanña si Maria, na locue matatachongja gui adeng Jesus, ya jaecungogja y sinanganña.
40 Asi Marita wakange akabatikana kwazvo nekushanda kukuru, akaswedera akati: Ishe, hamuna hanya here nokuti munin'ina wangu wandisiya ndega ndichishanda? Naizvozvo muudzei kuti andibatsire.
Lao si Marta esta inestotba pot megae sinetbeña, ya mato guiya güiya, ya ilegña: Señot, ada ti unlie y chelujo na upaloyo ya jufañeñetbeja na maesa? Tago ya uayudayo.
41 Jesu akapindura akati kwaari: Marita, Marita, unozvidya moyo nekutambudzika nezvinhu zvizhinji;
Ya inepe as Jesus ilegña nu güiya: Marta, Marta, esta jago inestotba ya guesmanadaje jao, pot megae na güinaja:
42 asi chinhu chimwe chinodikanwa; asi Maria wasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.
Lao unoja manesesita; ya si Maria jaayig ayo mauleg na patte ni ti umachule guiya güiya.

< Ruka 10 >