< VaKorose 1 >

1 Pauro muapositori waJesu Kristu nechido chaMwari, naTimotio hama,
u ne Paulo nu n'sunghua ghwitu u Timoteo twevasung'ua va Yesu kilisite mu lughano lwa Nguluve.
2 kuvatsvene nehama dzakatendeka muna Kristu dziri paKorose: Nyasha kwamuri nerugare rwunobva kuna Mwari Baba vedu naIshe Jesu Kristu.
kulyumue mwe vitiki na vanyalukolo vanywilifu mwa kilisite mwe vano muli ku Kolosai, uvumosi vuve kulyumue, nu lutengano kuhuma kwa Nguluve Nhaata ghwitu.
3 Tinovonga Mwari naBaba vaIshe wedu Jesu Kristu, tichikunyengetererai nguva dzese,
tuku muhongesia uNguluve, Nhhata ghwa Mutwa ghwitu uYesu Kilisite, kange tukuvasuumila ke kinga ifighono fyoni.
4 sezvo takanzwa zverutendo rwenyu muna Kristu Jesu, uye zverudo kuvatsvene vese,
tupuliilke ulwitiko lwinu mwa Yesu Kilisite nu lughano luno mulinalwo ku vaanhu vooni vano vabaghulivue vwimila Nguluve.
5 nekuda kwetariro yakaisirwa imwi kumatenga, yamakagara manzwa pashoko rechokwadi cheevhangeri,
mili nu lughano ulu lwakuva nihuviila ulwa kyang'haani kuuti, lino livikilue kukyanya vwimila jiinu. mulyapulike muluhuvilo uluo ulwa kyang'haani ye likyale ilivangili ilya kyang'haani. lino lisile kulyumue.
6 yasvika kwamuri sepanyika yesewo; ichibereka chibereko, sezvainoitawo kwamuri, kubvira pazuva ramakanzwa nekuziva nyasha dzaMwari muchokwadi;
ilivangili ili lyalihola imheke nakupulikika mu iisi sooni. kuhuma ikighono kino mulyapulike na kumanyila uvumosi vwa Nguluve mu kyang'haani.
7 sezvamakadzidzawo kuna Epafrasi, muranda anodikanwa pamwe nesu, anova mushumiri wakatendeka waKristu nekuda kwenyu,
ili lye livangili lino mulyamanyile kuhuma kwa Eupafula, mughanike kange m'bomba mbombo n'jiitu, juno ghwe m'bombi nyilifu ghwa Kilisite,
8 wakatiudzawo zverudo rwenyu muMweya.
UEpafula ghwe alyavombile kuuti tukagule ulughano lwinu mwa Mhepo.
9 Nekuda kweizvi isuwo, kubvira pazuva ratakanzwa, hatimiri kukunyengetererai, nekukumbira kuti muzadzwe neruzivo rwechido chake pauchenjeri hwese nekunzwisisa kwemweya,
kuhuma ikoghono kino tulyapuliike ulughano ulu natughele tubuhile kukuvasumila. jaatu tusuuma kuuti mumemesevue nu luhala lwa Nguluve.
10 kuti mufambe zvinofanira Ishe pane zvese zvinofadza, muchibereka zvibereko pabasa rese rakanaka, muchikura paruzivo rwaMwari;
tukuvasuumila kuuti mughendaghe mu lugudo vwa Mutwa mu sila sino sinoghiile. kange tukuvasuumila kuuti mlihola imheke mu nono sooni sino muvomba muliiva mu luhala la Nguluve.
11 muchisimbiswa nesimba rese, zvichienderana nesimba rekubwinya kwake, pamoyo murefu wese nekutsungirira pamwe nemufaro;
tukuvasuumia kuuti muwesie kuponekesevua ingufu kuling'hana ni ngufu sa vwimike vwake mu lugudo lwoni.
12 muchivonga kuna Baba, vakatiita kuti tifanire kugoverana kwenhaka yevatsvene muchiedza,
tukuvasuumila kuuti ke lukeelo muli kumuhosngesia uNhaata juno avavombile umue muwesie kuva nu lubale ulwa kukwimilila avitki mu lumuli.
13 vakatinunura pasimba rerima, vakatishandurira muushe hweMwanakomana werudo rwavo,
atupokile kuhuma mu vutavike vwa ng'iisi na kukututwala ku vutwa vwa n'swambe mughanike.
14 watine dzikunuro maari neropa rake, ndiko kukanganwirwa kwezvivi.
mwa n'swambe tuli nu ... nu lu saghilo lwa sambi.
15 Anova mufananidzo waMwari asingaonekwi, dangwe rechisikwa chega-chega.
Un'swambe kye kihwani kya Nguluve kino nakivooneka. ghwe muholua ghwa kwasia mu vuvumbi vwoni.
16 Nokuti maari zvinhu zvese zvakasikwa, zviri kumatenga nezviri panyika, zvinoonekwa nezvisingaonekwi, kana zviri zvigaro zveushe, kana umambo, kana ukuru, kana masimba; zvinhu zvese zvakasikwa naye, zvikasikirwa iye.
ulwakuva kwa ifinu fyoni fikavumbilue, vino fili kukyanaya na fino fili pa iisi, ifinu fino fivoneka na fino nafivoneka. ndeve fya muvwandilo vwa iisi, nambe muvutavulua, nambe vutavike nambe uvunya ngufu, ifinu fyoni fikavumbilue vwimila jaake.
17 Ndiyewo anotangira zvinhu zvese, uye zvinhu zvese zvakabatanidzwa maari.
umwene alya nambe ye fikyale ifinu fyoni, mwa mwene ifinu fyoni fikakoline palikimo.
18 Uye iye musoro wemuviri, wekereke; anova kutanga, dangwe kubva kune vakafa; kuti pazvese iye ave wekutanga;
umwene ghwe mutu ghwa ilembile, umwene ghwe vwandilo kange muholua ghwa kwasia kuhuma mu vafue, lino alini nafasi ija kwasia mu finu fyoni.
19 nokuti zvakafadza Baba, kuti kuzara kwese kugare maari,
ulwakuva uNguluve akanoghilue kuuti uvufwilifu vwake vwoni vukale n'kate jaake.
20 uye ayananisa naye zvinhu zvese kwaari, aita rugare neropa remuchinjikwa wake kubudikidza naiye, kunyange zviri panyika kunyange zviri kumatenga.
na kusambania ifinu fyoni ku sila ja n'swambe. UNguluve alyavikile ulutengano kukilila idanda ja kikovekano kya mwene. UNguluve akasambinie ifinu fyoni kwa mwene, nde fyalefya mu iisi nambe fya kukyanya.
21 Nemwi maimbova vaeni nevavengi mufungwa nemabasa akaipa, asi ikozvinowo wayanana nemwi
numue kange, un'siki ghuno mulyale vaghesi kwa Nguluve kange mulyale valugu vake ku kuhala na maghendele gha vuhosi.
22 mumuviri wenyama yake kubudikidza nerufu, akukumikidzei muri vatsvene uye musina mhosva uye musingamhuriki pamberi pake;
neke lino avasambinie umue ku m'bili ghake kkilila uvufue. akavombile ndiki neke kukuvaleta umue mwe vwimike mwevasila lupiko kange kisila vuhosi pa maaso ghake,
23 zvino kana muchirambira parutendo makateyiwa uye makasimbiswa, uye hamubviswi patariro yeevhangeri yamakanzwa, yakaparidzirwa chisikwa chega-chega chiri pasi pedenga; iyo yandakaitwa mushumiri wayo ini Pauro.
ndeve mulighendelela mu lwitiko, luno mukangasivue mu lweli, kisila kuvikua kutaali kuhuma ku luhivilo lwa vukangafu vwa livangili lino mukapilike. ili lwe livangili lino likapulisivue ku vaanhu vano alyavavumbile pa iisi. ili lye livangili lino une ne Paulo nilyale m'bombi.
24 Zvino ikozvino ndinofara pamatambudziko angu nekuda kwenyu, nekuzadzisa zvakasara pamatambudziko aKristu munyama yangu nekuda kwemuviri wake, unova kereke;
lino nihovokela imhumhuko sango vwimila jiinu. najune nikamilisia mu mbili ghwango kino kipelela mu mhumhuko ja Kilisite vwimila um'bili ghwake, ghuno je tembile.
25 ini yandakaitwa mushumiri wayo zvichienderana nekubatiswa kwaMwari chandakapiwa pamusoro penyu, kuzadzisa shoko raMwari,
une nilim'bombi ghwa tembile iji, kulinganga nu vutavike vuno nipelilue kuhuma kwa Nguluve vwimila jinu kukulimemia ilisi lwa Nguluve.
26 chakavanzika chakange chakavanzwa kubvira kare uye kubva kumazera, asi ikozvino chinoratidzwa kuvatsvene vake, (aiōn g165)
iji je kyang'haani jini jikafisime mu maka minga ni fisina fyoni. neke lino jifunulivue ku viti voni. (aiōn g165)
27 kune ivo Mwari vaakada kuzivisa kuti fuma yekubwinya kwechakavanzika ichi pakati pevahedheni chii, chinova Kristu mamuri, tariro yekubwinya;
ve vala vano uNguluve kukuvasona vule kuli nuvutajili vwa vwimike mu lifiso lwa kyang'haani mu iisi simonga. kwe kuuti uKilisite ali n'kate jinu mu lukangasio lwa vwimike vunovukwisa.
28 watinoparidza isu, tichiyambira munhu umwe neumwe, nekudzidzisa munhu umwe neumwe munjere dzese, kuti tikumikidze munhu umwe neumwe akakwana muna Kristu Jesu;
uju ghwe mwene tukumpulisia. tuum'bunga na kukum'bulanisia umuunhu ghweni ku vukola vwoni, neke kuuti tumulete umuunhu ghweni fywilifu mwa Kilisite.
29 ndizvo zvandinoshingairirawo, ndichirwa zvinoenderana nekubata kwake kunobata mandiri nesimba.
mu vwimike uvu, une nivomba ku ngufu sango sooni na kukujitanga ni ngufu ja mwene vule jivomba imbombo n'kate jango.

< VaKorose 1 >