< 1 VaTesaronika 4 >

1 Zvino zvimwe, hama, tinokukumbirisai, nekukurudzira naIshe Jesu, sezvamakagamuchira kwatiri kuti munofanira kufamba nekufadza Mwari sei, kuti muwanze nekuwanzisisa pazviri.
Now, my fellow believers, [I want to write] about some other matters. Because we all have a close relationship with the Lord Jesus, we(exc) strongly urge you [DOU] to live in a way that pleases God. We taught you to do that, and you know that we lived that way as a result of what the Lord Jesus [told us]. We know that you are conducting your lives that way, but [we strongly urge] that you do that even more.
2 Nokuti munoziva mirairo yakadini yatakakupai kubudikidza naIshe Jesu.
3 Nokuti ichi ndicho chido chaMwari, kuitwa vatsvene kwenyu, kuti murege upombwe;
God wants you to live pure lives that will show that you completely belong to him. He wants you to avoid doing any sexually immoral acts (OR, avoid being sexually immoral in any way).
4 kuti umwe neumwe wenyu azive kuzviwanira mudziyo wake mukuitwa mutsvene nemurukudzo,
[That is, he wants] each one of you to know how to control your own sexual desires [EUP]. He wants you to live pure lives that all people will see as good.
5 kwete pakuchiva kwechishuwo, kunyange sevahedheni vasingazivi Mwari;
You must not lustfully desire [to do] immoral acts as unbelievers [MTY] [do] who do not obey God.
6 kusava neanopfuurikidza akanyengera hama yake pachiitiko; nokuti Ishe ndiye mutsivi wezvese izvi, sezvatakagara takuudzaiwo nekupupura.
[God wants each one of you to control your sexual desires, in order that] no one of you sin against your fellow believer and take advantage of him or her by doing things like that. Remember that we strongly warned you previously [DOU] that the Lord [Jesus] will punish all [people who do] sexually immoral acts.
7 Nokuti Mwari haana kutidanira kutsvina, asi kuutsvene.
When God chose us [believers], he did not want us to [be people who] behave in a sexually immoral way. On the contrary, [he wants us] to be [people who] behave in a morally pure way.
8 Naizvozvo anozvidza, haazvidzi munhu, asi Mwari wakatipawo Mweya wake Mutsvene.
So I warn you that those who disregard [this teaching] of mine [are] not just disregarding me. On the contrary, [they are disregarding] God, [because God commanded it. Remember that] God sent his Spirit, who is holy, [to live] in you!
9 Zvino maererano nerudo rweukama hamutsvaki kuti ndikunyorerei, nokuti imwi mumene makadzidziswa naMwari kuti mudanane;
[I want to urge you] again [that you should] love [your] fellow believers [MET]. You do not really need that [anyone] write to you about that, because God has already taught you [how] to love each other,
10 nokuti nemwi munozviita kuhama dzese dziri paMakedhonia yese; asi tinokukurudzirai, hama, kuti muwanzise zvikuru,
and because you already are [showing that you love] your fellow believers [HYP] [who live] in other places [in your province] of Macedonia. Nevertheless, my fellow believers, we urge you to [love each other] even more.
11 uye mushingairire kuva nerunyararo, nekuita basa renyu pachenyu, nekushanda nemaoko enyu pachenyu, sezvatakakurairai;
[We urge you] also to eagerly strive/try to mind your own affairs and to not meddle/interfere with the affairs of others. We urge you also to work at your own occupations/jobs [to earn what you need to live]. Remember that we taught you previously to live like that.
12 kuti mufambe zvinoremekedzwa kune vari kunze, uye musashaya chinhu.
If you do these things, unbelievers will acknowledge/see that you behave decently/properly, and you will not have to depend on others [to] ([supply/give to you]) [what you need].
13 Asi handidi kuti mushaiwe ruzivo, hama, maererano nevarere, kuti murege kushungurudzika sevamwewo vasina tariro.
My fellow believers, we also want you to understand well [LIT] [what will happen] to our fellow believers [who now] are dead [EUP]. [You must not be/do like] the unbelievers. They [grieve deeply for people who die because] they do not confidently expect [people to live again after they die].
14 Nokuti kana tichitenda kuti Jesu wakafa uye wakamuka, saizvozvowo vakarara kubudikidza naJesu, Mwari achavauisa pamwe naye.
We [believers] know that it is true that Jesus died and that he came back [to life] again. So [we also know well that] when Jesus returns, God [will cause] those [believers] who died [EUP] [to live again] and to come with [Jesus].
15 Nokuti izvi tinokuudzai neshoko raIshe, kuti isu vapenyu, tinosiiwa kusvikira pakuuya kwaIshe, hatingatongotangiri vakarara.
[I write this] because the Lord [Jesus] revealed [to me] what I am now telling you. [Some of you may think that] when the Lord [Jesus] comes back, he will consider that we [believers] who are still living will be superior to those [believers] who have died [EUP], because [we will meet Jesus first. That is certainly not true]!
16 Nokuti Ishe amene achaburuka kubva kudenga nekudana kune simba, nenzwi remutumwa mukuru, nehwamanda yaMwari; zvino vakafa muna Kristu vachatanga kumuka;
It is the Lord [Jesus] himself who will descend from heaven. [When he comes down, he] will command all of [us believers to rise from their graves]. The chief angel will shout [loudly], and [another angel] will blow a trumpet for God. Then (OR, As a result), the first thing that will happen is that the people who [trusted] in Christ before they died will live again.
17 kozouya isu vanorarama vanosiiwa, tichabvutwa pamwe navo mumakore, kuti tichingamidze Ishe mumhepo; saizvozvowo tichava naIshe nekusingaperi.
After that, [God] will powerfully take up into the clouds all of us [believers] who are still living [on this earth]. [He will take us] and those [other believers who have died], in order that [we all] might together meet/welcome the Lord [Jesus] in the sky. As a result of that, we [all] will be with him forever.
18 Naizvozvo nyaradzanai nemashoko awa.
Because [all this is true], encourage/comfort each other by reminding each other of this teaching.

< 1 VaTesaronika 4 >