< 1 VaKorinde 5 >

1 Zvinonzwikwa chose kuti upombwe huripo pakati penyu, uye upombwe hwakadaro husingataurwi kunyange pakati pevahedheni, zvekuti umwe ave nemukadzi wababa vake.
[Now I want to discuss another matter]. It has been {People have} reported to me, and I believe that it is true, that some people among you have been acting in a sexually immoral way, in a way that is so bad that not even (pagans/people who do not know about God) act that way. People tell me that a man is living with his stepmother (OR, his father’s other wife).
2 Asi imwi munozvikudza, uye pachinzvimbo chaizvozvo hamuna kuchema, kuti wakaita chiito ichi abviswe pakati penyu.
You should be sad about what that man is doing! He should have been expelled {[You] should have expelled him} from your congregation! [But you] have not [done that], so (how can you be proud, [thinking that you are spiritually mature?]/it is disgusting that you are proud, [thinking that you are spiritually mature]!) [RHQ]
3 Nokuti iniwo zvirokwazvo, sendisipo pamuviri, asi ndiripo pamweya ndatogura zveuyo wakaita chiito chakadai ichi, sendinenge ndiripo,
As for me, I have already decided [how you should] punish that man. And even though I am away from you, my spirit is with you, and you should do as I would do if I were there with you.
4 muzita raIshe wedu Jesu Kristu, maungana nemweya wangu nesimba raIshe wedu Jesu Kristu,
[What I have decided is that] when you have gathered together with the authority [MTY] of our Lord Jesus, and my spirit is with you, and the power of our Lord Jesus [is with you],
5 kukumikidza wakadai kuna Satani mukuparadzwa kwenyama, kuti mweya uponeswe pazuva raIshe Jesu.
you should hand that man over to Satan. Then Satan can injure/punish his body, in order that [he will turn away from his sinful behavior] and his spirit will be saved on the day when the Lord [returns] [MTY].
6 Kuzvikudza kwenyu hakuna kunaka. Hamuzivi here kuti mbiriso shoma inovirisa mukanyiwa wese?
It is not good that, [while you are letting that immoral man continue to be in your congregation], you are boasting [about being spiritually mature]. (You know that a small amount of yeast affects all the bread dough [MET] [into which it is put] {[a woman puts it]}./Do you not know that a small amount of yeast affects all the bread dough [MET] [into which it is put]?) [RHQ] [Similarly, one person who continues to sin will have a bad effect on all the congregation].
7 Naizvozvo sukai kwazvo mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva, sezvamusina kuiswa mbiriso. Nokuti nepasika yedu yakabairwa isu, iye Kristu.
So, [just like we Jews] expel the old yeast [from our houses during the Passover celebration] in order that we may have a fresh batch of dough without yeast in it [MET], [you must expel such evil people from your congregation]. Do [that so that you can truly be holy people], as [I know that] you really are. Remember that Christ was sacrificed {sacrificed himself} [so that God could spare us from being punished for our sins, just like the Jews sacrificed lambs during] the [first] Passover celebration [so that God would spare their firstborn sons from being killed].
8 Saka ngatichengetedze mutambo, kwete nembiriso yekare, kana nembiriso yekuipa nekutadza; asi nechingwa chisina mbiriso chakatendeka nechechokwadi.
So let us celebrate [the fact that God has freed us from being punished us for our sins] [MET], [just like the Jews] in [later years] celebrated Passover [to celebrate God freeing them from being slaves in Egypt. They made sure that there was] no old yeast in the dough. [They ate bread that] had no yeast in it. [Similarly], [we should make sure that there are no people in our congregations] [MET] [who act] maliciously [toward others] or [act] wickedly. Instead, [make sure] [MET] [that all those in our congregations are ones who act] sincerely and [speak] truthfully.
9 Ndakakunyorerai mutsamba kuti musafambidzana nemhombwe;
In the previous letter that I wrote to you, I said that you should not associate with sexually immoral people.
10 asi kwete zvakazara nemhombwe dzenyika ino, kana nevachivi, kana nevapambi, kana vanonamata zvifananidzo, nokuti kana zvakadaro zvingafanira kuti mubude munyika.
I did not mean that you should not associate with unbelievers who are immoral, or who desire things that belong to others, or who (forcefully seize things that belong to others/are swindlers), or who worship idols. You would have to leave this world [to avoid all people] like that.
11 Asi ikozvino ndakunyorerai kuti murege kufambidzana, kana munhu achiidzwa hama ari mhombwe, kana muchivi, kana munamati wezvifananidzo, kana mutuki, kana muraradzi, kana mupambi; musatongodya newakadai.
But now [I am stating clearly that] when I wrote, I [meant that] you should not associate with those who say that they are fellow believers, if they are sexually immoral or if they desire and forcefully seize things that belong to others, or worship idols, or slander others, or become drunk. You should not associate with people like that, and you should not even eat with them!
12 Nokuti ini ndinei nekutongawo vari kunze? Imwi hamutongi vari mukati here?
It is certainly not [RHQ] my business to judge people who are not believers and who do not belong to [Christian congregations]. But it certainly is [RHQ] your business to judge those who are in [your congregation]!
13 Asi avo vari kunze Mwari anotonga. Uye dzingai wakaipa abve pakati penyu pachenyu.
God is the one who will judge those who are not believers. [Do as the Scriptures command]: “Expel the wicked person from your midst!”

< 1 VaKorinde 5 >