< Roma 16 >

1 Meng munu Fibiku bite, unan kata kilari inlira na udi Kankirya
Ndinoreverera kwamuri hanzvadzi yedu Febhi, muranda wekereke iri paSeniseria.
2 bara inan sere ghe nan nya lisa inchikilari, nan nya libau na li di dert nin nan fiu Kutellẹ, tutun uyisin kimalme nya ko iyeme imon ile na ama pizurufi. Bara ame ma na buzu. anit gbardang, umunu menkuwang.
Ndinokukumbirai kuti mumugamuchire muna She sezvinofanira vatsvene uye mumubatsire pazvinhu zvose zvaangashayiwa, nokuti akabatsira zvikuru vanhu vazhinji, kusanganisira neniwo.
3 Lissoni Biriska ku ni Akila, adon katani kitin Kirsti Yisa.
Kwazisai Pirisira naAkwira, vanobata neni muna Kristu Jesu.
4 ale na bari ulai ning, iwa nitilai mine. Ndi godo mine, na meng chasba, ligowẹ nan vat nilarin nlira na Wurmi.
Vakaisa upenyu hwavo panjodzi nokuda kwangu. Kwete ini ndoga asi kuti nekereke dzose dzavaHedheni dzinovatenda zvikuru.
5 Lisso kilarin nlira ka na kidin ingamine. Lisoi Abanitus unan lanzu nmang kibinayi nin, kumat kun chizununin kataninin Asiya kitin Kirsti.
Kwazisaiwo kereke inosangana mumba mavo. Kwazisai Epenetasi mudikani wangu, ndiye akava chibereko changu chokutanga muna Kristu munyika yeEzhia.
6 Lissoi Maryamu ku urika na awasu kata kang bara fewe.
Kwazisai Maria, akakushandirai kwazvo.
7 Lissoni Andarinukus nin Yuniyus, likura nin, a ado lichin nin, alẹ na inadi nin liyisin kan nan nya nan kadure, alẹ na iwa di nan nya Kirsti ameng dutu sa udak.
Kwazisai Adhironikasi naJuniasi, hama dzangu vakanga vari mutorongo pamwe chete neni. Vakakurumbira pakati pavapostori, uye vakanditangirawo kuva muna Kristu.
8 Lissonni Ambiliyatus ku, unan lanzun nmang kibinayi nin nya kiti Chikilari bite.
Kwazisai Amupiratasi, uyo wandinoda muna She.
9 Lissonni Urbanus ku, udo kata bite kitin Kirsti, a Istakis unan lanzun nmang kibinayi ning.
Kwazisai Uribhanusi, anobata nesu muna Kristu, uye naSitakisi mudikani wangu.
10 Lissonni Abalis ku, ulẹ na iwa yinni ninghe bara Kirsti. Lissonni vat alẹ na ina dak in gan Aristobulus.
Kwazisai Aperesi, akaedzwa uye akaonekwa akakwana muna Kristu. Kwazisai vemhuri yokwaAristobhurusi.
11 Lissonni Harodiyyuna ku, likura ning. Lissonni vat nalẹ na inadak in gan Narkissus ku, alẹ na idi nya Chikilari bite.
Kwazisai Herodhioni, hama yangu. Kwazisai vari mumhuri yokwaNakisasi vari muna She.
12 Lissonni Tarifana nin Tarifasa ku, alẹ nainasu kata kang bara Chikilari bite. Lissonni Barsisa ku ulẹ na kibinayi nin din lanzun nmangme, urika na anasu kata kan nya Chikilari.
Kwazisai Tirifena naTirifosa, vakadzi vanobata nesimba muna She. Kwazisai mudikani wangu wepamwoyo Perisisi, mumwe mukadzi anobata nesimba muna She.
13 Lissoni Rifus ku, ulẹ na iwa fereghe bara kata in Chikilari, uname nin mi wang.
Kwazisai Rufusi, akasanangurwa muna She uye namai vake, vakanga vari mai vanguwo.
14 Lissonni Asinkaritus ku, a Filiguna ku, a Harmasa ku, nin gisin linanẹ na idi ligowe na ghinu.
Kwazisai Asingiritasi, naFeregoni, naHerimesi, naPatirobhasi, naHerimasi, uye nehama dzavanadzo.
15 Lissonni Filulugusa ku, nin Juliya, Niriyus gwana kishonome, nin Ulumbasa a vat nanit alau alẹ na idi ligowe nan ghinẹ.
Kwazisai Firorogasi naJuria, naNerea nehanzvadzi yake naOrimbasi uye navatsvene vose vavanavo.
16 Lisizon atime nin sumba ulau vat nilarin nlira in Kirsti din lisu minu.
Kwazisanai nokutsvodana kutsvene. Kereke dzose dzaKristu dzinokukwazisai.
17 Indin fo minu nachara linuan, sun sen nin nalẹ na idin tiziminu in sartizu nin tirzu, alẹ na uchinmine din ugang nin nkwayaswa ulẹ na ina se, kpilan atimine kitimine.
Ndinokukumbirai zvikuru, hama dzangu, kuti muchenjerere vaya vanopesanisa uye vanoisa zvigumbuso pamberi penyu vanopikisana nedzidziso yamakadzidza imi. Muve kure navo.
18 Bara anit nafo alele na ina su Chikilari Kirsti ku kata ba, inun wa su aburi minere iwasu kata bari anin. Bara nmang kinu tinumine, iwa rusuzu nibinayi na nanna sali nalapi.
Nokuti vanhu vakadaro havasi kushumira Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo. Nokutaura kwakanaka uye nokubata kumeso, vanonyengera vanhu vane pfungwa dzisina uchenjeri.
19 Bara uchau kibinayi fe nin dortun inliru Kutellẹ fe na so imon yenju vat. Indinin nayi abo kitenefe tutun indi nin su uyita jijin nan nya vat nimon ichine yita nin nachara alau nan nya nimon inangza.
Vanhu vakanzwa zvokuteerera kwenyu, naizvozvo ndine mufaro mukuru pamusoro penyu; asi ndinoda kuti muve vakachenjera pane zvakanaka, uye muve vasina chavanopomerwa pane zvakaipa.
20 Kutellẹ kutap na nin molu kubi ba majazilinu Shaitan ku nya nabunu mine. Na ubollu kiti in Chikilari bite Yisa Kirsti so nan ghinu.
Mwari worugare achakurumidza kupwanya Satani pasi petsoka dzenyu. Nyasha dzaIshe wedu Jesu ngadzive nemi.
21 Timithawus udon kata ning, din lissu minu, a Lukiyus, nin Yasuna a Sasibatrus tutung, likura ning.
Timoti, anobata neni, anokukwazisai, sezvinoita Rusiasi naJasoni naSosipata, hama dzangu.
22 Meng, Tartiyus, unan nilẹ iyertẹ, ndin lissu minu nan nya lisan Chikilari.
Ini Teritiasi, ndanyora tsamba iyi ndinokukwazisai muna She.
23 Gayus, unan kuti namara nin kilari nlira vat din lissu minu. Urastus unan chisu nimon klpin, din lissu minu, nin Kawartus gwana ning.
Gayasi, uyo akandigamuchira ini nekereke yose iri kuno, anokukwazisai. Erastasi mubati wehomwe yemari yeguta nehama yedu Kwatosi vanokukwazisai.
24 Na ubollu Kutellẹ in Yisa Kirsti so ligowe nan ghinu.
Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi mose. Ameni.
25 Nene ame ule na ma timinu iyisin nin likara nan nya inlirunnighe inbellẹbin tuchun Yisa Kirsti, unin nya dert nin nilẹ imon na iwa nyeshe uworsu. (aiōnios g166)
Zvino kuna iye anogona kukusimbisai nevhangeri rangu, uye nokuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakanga chakavanzika kwamakore namakore akapfuura, (aiōnios g166)
26 uni nene n nuzu ikuru belle tilem tilem vat in nan nya naffa niyerti, nafo ubellun Kutellẹn da diu, bar unonku liti inyinnu sa uyenu kiti nannan tanni Kutellẹ. (aiōnios g166)
asi zvino chakaratidzwa uye chikaziviswa kubudikidza nezvinyorwa zvavaprofita nokurayira kwaMwari anogara nokusingaperi, kuti ndudzi dzose dzigomuteerera uye dzimutende, (aiōnios g166)
27 Udu kiti Kutelle chas unan yiru nimon, nan nya Yisa Kirsti, so nzazunu sa ligang. Usonani. (aiōn g165)
kuna iye oga Mwari akachenjera ngakuve nokubwinya nokusingaperi kubudikidza naJesu Kristu. Ameni. (aiōn g165)

< Roma 16 >