< Uruyan Yuhana 15 >

1 Nming yene nkun kulap kitene kani, kudya nin nimon iziklli: Anankadura kulenlle wa duku lluzur nin nimon kuzu inanzang, ile na inane in lizang (bara na ning ninere tinana nayi Kutelle nkulo).
Ndakaona kudenga chimwe chiratidzo chikuru chinoshamisa ichi: vatumwa vanomwe namatambudziko manomwe okupedzisira, nokuti nawo hasha dzaMwari dzakapera.
2 In wa yene unan ile na i masin fo kurawa kudya in munu nin nla, na i wa yisin ngau kurawa kudiya we ale na ina kata likara finawan tene nin kuyele mye, nin ligang nale na iyisin, nin usamye. I wa mien idowo na Kutelle wa ni nani.
Uye ndakaona chairatidzika segungwa regirazi rakavhenganiswa nomoto uye parutivi rwegungwa pakanga pamire, avo vakanga vakunda chikara nomufananidzo wacho nechiverengo chezita racho. Vakabata madimbwa avakanga vapiwa naMwari
3 I wa di na lalin Musa, ku cin Kutelle, nin nalacin Gonee: “Katwa fe ka diya wari nin zikiki, ucif Kutelle, ule na a di tigo vat, tibau kedegen ani nin dert, ugo timin timin nyii.
uye vakaimba rwiyo rwaMozisi muranda waMwari norwiyo rweGwayana, vachiti: “Mabasa enyu makuru uye anoshamisa, Ishe Mwari Wamasimba Ose. Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi, imi Mambo wamakore.
4 Cilari na a ma lanzu fiyu fe ba, ucif, anin zasu fi li sa fe? Bara na fere cas di lau nmzein vat ba dak ida tumunfi bara na katwa kacime fe iyimo kanin”
Ndianiko angarega kukutyai, imi Ishe, kana kukudza zita renyu? Nokuti ndimi moga mutsvene. Ndudzi dzose dzichauya dzigonamata pamberi penyu, nokuti mabasa enyu akarurama akaratidzwa.”
5 Banin nile imone in yene, nin kiti kilau vat, kikaa na kutet niyizi iba duku, ki wa pon nan nya kitene kani.
Shure kwaizvozvi ndakatarira kudenga, uye temberi, iyo tabhenakeri yeChipupuriro, yakanga yakazaruka.
6 Nan nya kiti kilau ule anang kadura Kutelle inun kuzur wa nuzu nin nimon inanzan kuzur, iwa shown imon na itene nigure mene.
Mutemberi makabuda vatumwa vanomwe vana matambudziko manomwe. Vakanga vakapfeka nguo dzomucheka wakachena, unopenya uye vakamonera mabhanhire egoridhe pazvipfuva zvavo.
7 Umong nan nya nale na iwadi nin laii nan nya nanasse nakpa kuzere kishik ni zenariya na ka wa kullun nin tinana nayi Kutelle ule na adi saligang. (aiōn g165)
Ipapo chimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chakapa kuvatumwa vanomwe ndiro nomwe dzizere nehasha dzaMwari, iye anogara nokusingaperi-peri. (aiōn g165)
8 Kiti kilauwe vaat wa kula nin cin nnuzun nruu Kutelle nin nan nya likara mye. Na umon wasa a pira ba andina imon inanzan nono katwaa Kutelle kuzure nkulu ba.
Uye temberi yakazadzwa noutsi hunobva pakubwinya kwaMwari napasimba rake, uye hakuna munhu aigona kupinda mutemberi kusvikira matambudziko manomwe avatumwa vanomwe apera.

< Uruyan Yuhana 15 >