< Uruyan Yuhana 12 >

1 Iwa yene kulap kudya kitene: uwani wa terin uwui, a upui nanya nabunu; a litapa miyini likure wa di litime.
Zvino kwakaonekwa chiratidzo chikuru kudenga, mukadzi akapfeka zuva, nemwedzi uri pasi petsoka dzake, nepamusoro wake korona yenyeredzi gumi nembiri;
2 Awa di nin liburi kumat ayita kucilu nkon libari kumat-nanya nkonu kumat.
uye wakange ane pamuviri, akadanidzira achirwadziwa nemimba, uye achitambudzwa kupona.
3 Iwa yene nkon kulap tutun kitene kani: Yenjen! Nkon kugbergenu kushine kudya na ku wa di nin nati kuzor, awulu kulidi a titapa kuzor litime.
Zvino kwakaonekwa chimwe chiratidzo kudenga, tarirawo, zibukanana ziguru zidzvuku, rine misoro minomwe nenyanga gumi, nepamisoro yaro korona nomwe.
4 Udu me wa wanung ukashi utat niyini kitene kani a toltuno inin udak uyii. Dragon uni wa da yissin uwane na awa maru ase a molo gono.
Zvino muswe waro wakakweva chetatu chenyeredzi dzekudenga, ndokudzikandira panyika; zibukanana ndokumira pamberi pemukadzi wakange oda kupona, kuti kana apona, agoparadza mwana wake.
5 Awa maru gono, gona kilime, ulenge na adin cinu usu tigo timyin in yii vat nin sa fikoro. Iwa bolu gono me udu kiti Kutelle udu tigome.
Zvino wakapona mwana mukomana, wakange oda kufudza marudzi ese netsvimbo yedare; mwana wake ndokubvutirwa kuna Mwari nekuchigaro chake cheushe.
6 Uwane uni wa cun udu nanya kusho, kti ganga na Kutelle na kyek ghe mun, bara inan su libya me kitene uduru ayiri limui nin nakalt aba nin nakut kutocin.
Zvino mukadzi akatizira kurenje, kwaakange ane nzvimbo yakagadzirwa kubva kuna Mwari, kuti vamuriritira ipapo mazuva churu nemazana maviri nemakumi matanhatu.
7 Nene likun wa fita kitene kani. Mikailu nin nono kadura me su likun nin dragon; a nono kaduru me.
Zvino kukava nehondo kudenga; Mikaeri nevatumwa vake vakarwa nezibukanana, zibukanana ndokurwa rine vatumwa varo;
8 Amma na dragone wadi nin likara nworu a li likure ba. Bara nani na iwa kuru ise kitin so bara ame nin nono kadura me ba.
asi havana kukunda, uye nzvimbo yaro haina kuzowanikwa zvekare kudenga.
9 Dragon udya-fiyi fikuse fone na idin yicu kubergenu sa shaita ule na awa rusuzu uyie vat-iwa turunghe udak kutyen, nono kadura me wang iwa turun nani nanghe udak kutyine.
Zvino zibukanana ziguru rakakandwa, nyoka yekare, inonzi Dhiabhorosi uye Satani, anonyengera nyika yese; wakakandirwa panyika, nevatumwa vake vakakandwa pamwe naye.
10 In tunna nlanza liwui karau unuzu kitene kani, liworo, “Nene utucu nda, likara nin kipin tigo Kutelle, nin likara in Kristi me. Bara ina turun unan vuruzu linawana bite udu kutyen-ulenge na a vuruzu nani ubun Kutelle lirin nin Kyitik.
Zvino ndakanzwa inzwi guru richiti kudenga: Ikozvino ruponeso rwasvika, nesimba, neushe hwaMwari wedu, neumambo hwaKristu wake; nokuti mupomeri wehama dzedu wakandirwa pasi, anovapomera pamberi paMwari wedu masikati neusiku.
11 Iwa li likara me nin mii kuzara nin liru nshaida mine, bara na iwa us tilai mine kan ba, har udu ukul.
Zvino ivo vakamukunda neropa reGwayana, uye neshoko reuchapupu hwavo, uye havana kuda upenyu hwavo kusvikira parufu.
12 Bara nani, sun liburi libo, anun anan kitene natenle, nan na lenge na issosin ku vat. Amma kash in yie nin kurawa bara kugbergenu na tolu ucndak kitimine. A kulung nin nayi ananzang kang, bara na ayiru kubi me nlawa cingilinghari.
Naizvozvi farai, matenga nemwi munogara maari. Mune nhamo vagari venyika negungwa, nokuti dhiabhorosi wakaburukira kwamuri ane kutsamwa kukuru, nokuti anoziva kuti ane nguva diki.
13 Na dragon wa yinin i turunghe udak nanya in yii, amini wa piziru uwane na ana maru gono kilime.
Zvino zibukanana rakati raona kuti rakandirwa panyika, rakashusha mukadzi wakapona murume.
14 Amma iwa ni uwane agilit nakara kuzi, bara anan fita udu kiti kanga na ina kyele ghe mun nanya intene, kite na ima di su libya me ku, nin kubi a kubi, nin kugir kubi-kiti kanga na fiyiye wasa fiduru ba.
Zvino kumukadzi kwakapiwa mapapiro maviri egondo guru, kuti abhururukire kurenje kunzvimbo yake, kwaanonoriritirwa kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva, abve pauso hwenyoka.
15 Fiyi ye gutuna nmyen nanya nnuu me nafo kigawa, anan se ata fignunan nmyen a yalya uwane anya mun.
Zvino nyoka yakabudisa mvura mumuromo mayo yakaita serwizi shure kwemukadzi kuti imukonzerese kukukurwa nerwizi.
16 Amma kutyen koni wa bun uwane. ku wa puun unuu me ku mila kigawe na dragone wa guttun unuzu nanya nnuu me.
Zvino nyika yakabatsira mukadzi, nyika ndokushamisa muromo wayo, ikamedza rwizi zibukanana rwarakabudisa mumuromo maro.
17 Ayi in dragone ani wa nana kang anya ama disu likun nin kagisin fimus nwane-alenge na iyinna nin tiduka Kutelle a ushaida nbelen Yisa.
Zvino zibukanana rakatsamwira mukadzi, rikaenda kunoita hondo nevakasara vembeu yake, vanochengeta mirairo yaMwari, vane uchapupu hwaJesu Kristu.

< Uruyan Yuhana 12 >