< Uruyan Yuhana 10 >

1 Ntunna in yene nkan gono kadura kidya din cinu utolu unuzu kitene kani. Iwa tursu ghe nin kuwut, a likashi wa di kitene liti me. Umuro me wa massin uwui a abunu me nafo tilem nla.
Zvino ndakaona umwe mutumwa ane simba achiburuka kubva kudenga, akapfekedzwa gore; nemurarabungu uri mumusoro make, uye chiso chake chakaita sezuva, netsoka dzake sembiru dzemoto;
2 Awa min kafa ninyert ncara me na kawadi foang, amini wa darda kubunu ncara ulime me kitene kurawa a kun cara ugule me kitene kutiyen.
uye wakange ane bhuku diki rakazaruka muruoko rwake; ndokuisa rutsoka rwake rwerudyi pamusoro pegungwa, nerweruboshwe pamusoro penyika;
3 Amini wa ti ntet nafo liwui kuculu nzakki, tutung awa ti ntet ututuzu kuzor une asa u gurno.
zvino akadanidzira nenzwi guru seshumba inodzvova; wakatiwo adanidzira, kutinhira kunomwe kukareva manzwi ako.
4 Asa ututu kuzor une ngurno nwa din nworu nnyertin, nlanza liwui kitene kane nworu, “Nyeshe likot uliru ule na ututu kuzore wa belin. Nna uwa nyertin ba.”
Zvino kutinhira kunomwe kwakati kwareva manzwi ako, ndakange ndododa kunyora; ndokunzwa inzwi kubva kudenga richiti kwandiri: Zarira nemucherechedzo kutinhira kunomwe zvakwareva, uye usanyora zvinhu izvi.
5 Gono kadura kanga na nwa yene a yisin kitene kurawa nin kutiyen, a ghantina ucara ulime me kitene kani
Zvino mutumwa wandakaona amire pamusoro pegungwa nepamusoro penyika wakasimudzira ruoko rwake kudenga,
6 a silo nin le na adi uworu sa ligang-ule na ana ke kitene kani nin nimon ile na idi nan nye vat; uyii nin nimon ile na idi nan nye vat, a kurawa nin nimon ille na idi nan nye vat: “Na umong umolu kubi ma yituku tutung ba. (aiōn g165)
ndokupika naiye anorarama kusvikira rinhi narinhi, wakasika denga nezviri mariri, nenyika nezviri mairi, negungwa nezviri mariri, kuti nguva haichazovipo. (aiōn g165)
7 Ama lilo na gono kadura kin zore cinu uwulsunu kulantung me, ma imon inyeshin Kutelle ma nin kulu, nafo na awa belin acin me anan liru nin nuu me.”
Asi pamazuva enzwi remutumwa wechinomwe, kana woda kuridza, ipapo chakavanzika chaMwari chapedziswa, sezvaakaparidzira varanda vake vaporofita.
8 Liwuiye na nwa lanza kitene kane su uliru nin mi tutung, aworo, “Cang, sere kufa ninyerti kongo na kudi ncara ngono kadure ule na a yissin kitene kurawa nin kutien.”
Zvino inzwi randakanzwa kubva kudenga, rakataura kwandirizve, ndokuti: Enda, tora bhuku diki rakazaruka riri muruoko rwemutumwa amire pamusoro pegungwa nepamusoro penyika.
9 Nya ndo kini gono kadurawa Kutelle nbelin ghe aniyi kaffa ninyerte. A woroi nenge, “Sere kufe uli kunin. Kuma ti liburi fe gbagai, ana nnuufe, kuba yitu mamas nafo titong.”
Zvino ndakaenda kumutumwa, ndichiti kwaari: Ndipe bhuku diki. Zvino akati kwandiri: Tora ugoridya uripedze; zvino richavavisa dumbu rako, asi mumuromo mako richatapira seuchi.
10 Nwa seru kafa ninyerte ncara ngono kadure nleo kunin. Ku wa di mamas nnuu nighe ta gbagbai.
Zvino ndakatora bhuku diki kubva muruoko rwemutumwa, ndokuridya rikapera; ndokuva mumuromo mangu seuchi, kutapira; asi ndaridya, dumbu rangu rakavava.
11 Ntong tiwui woroi nenge, “Uma kuru usu anabae tutung gbas kitene nanit gbardang, timin, tilem nin nago.”
Zvino akati kwandiri: Iwe unofanira kuporofitazve pamberi pevanhu nendudzi nendimi nemadzimambo mazhinji.

< Uruyan Yuhana 10 >