< Ugalantiyawa 6 >

1 Linuana, adi ise kan gwana nan nya kulapi, among mine na idi nin Ruhu nan nya nibanai nruhu usheu sun lito me i kpiling nin ghe. Fe litife su seng, bara fe litife wang wa se imon tin diwu.
Hama dzangu, kana mumwe akabatwa ari muchivi, imi vari mumweya munofanira kumudzora nounyoro. Asi muzvingwarire pachenyu, kuti murege kuedzwawo.
2 Yaunan atura nati, nanere ima kulu uduka in Kristi.
Takuriranai mitoro yenyu, uye nokudaro muchazadzisa murayiro waKristu.
3 Andi umon din yenju ame imomonari ana ame imomonari ba, adin rusuzu litime.
Kana munhu achifunga kuti iye chinhu iye asiri chinhu, anozvinyengera.
4 Na kogha mine dumun katwa litime usamme. Amanin se imon nfo figirime, na nin woru abata litime nin mong ba.
Mumwe nomumwe anofanira kuedza mabasa ake. Ipapo angazvikudza hake, asingazvienzanise nomumwe munhuwo,
5 kogha ba yaunu kutura litime.
nokuti mumwe nomumwe anofanira kutakura mutoro wake.
6 Na ulenge na idin dursuzu ghe ti gbas akosu imon ichine vat nin nan dursuzu me.
Ani naani anogamuchira dzidziso mushoko anofanira kugovana nounomudzidzisa pazvinhu zvose zvakanaka.
7 Na iwa rusuzu atimine ba, na idin kpeshu Kutellẹ ba. Vat nimon iilenge na unit nbilsa inin nare ama kowu.
Musanyengerwa: Mwari haasekwi. Munhu anokohwa zvaanodyara.
8 Ulenge na a bilsa nan nya kidowo me, nan nya kidowo ama kowu ibishe, ame ule na a bilsa nan nya Ruhu, unuzu kitin Ruhu ama se ulai sa ligang. (aiōnios g166)
Anodyarira nyama yake, achakohwa kuparadzwa kunobva panyama iyoyo; uyo anodyarira mweya, achakohwa upenyu husingaperi hunobva paMweya iwoyo. (aiōnios g166)
9 Na tiwa dira nin su katwa kachine ba, wasa kubi nda dert tima su kachiso andi na tisu kuballa ba.
Ngatiregei kuneta pakuita zvakanaka, nokuti nenguva yakafanira tichakohwa kana tisingaori mwoyo.
10 Bara nani, nene nati di nin kubi, na tisu anit imon ichine vat. Alle na idi nan nya nanan yinnu sa uyenu inughere iba katinu nin suani.
Naizvozvo, zvatine mukana, ngatiitei zvakanaka kuvanhu vose, zvikuru kuna avo vari mumhuri yavatendi.
11 Yeneng ngbagbardang niyolit niyerte na nna yerting minu nin chara ning.
Tarirai kukura kwamavara andinoshandisa sezvo ndichikunyorerai imi noruoko rwangu!
12 Vat na lenge na idi nin su idurso nchaut katwa kidowo ma timunu gbas ikaliza acuru mine.
Avo vanoda kuzviratidza kuti vakanaka nechokunze vanoedza kukumanikidzai kuti mudzingiswe. Vanongoita izvi kuti varege kutambudzwa nokuda kwomuchinjikwa waKristu.
13 Bara uleli utiere cas, na inung wa sono gbagbai bara ubanun Kristi ba. Bara inung wang na ina kaliza acure na idin uduke ba, nani inung dumun su ikala minu acure, inung nan fwang igiri nan nya nidowo mine.
Kunyange naivo vakadzingiswa havateereri murayiro, asi vanoda kuti imi mudzingiswe, kuti vagozvikudza pamusoro penyama yenyu.
14 Na uwa so meng din fwang figiri se dei nin banun Cikilari bit Yisa Kristi kitene kucha, ulenge na bara menku uyï nnuzu me, a uyẹ tutung ina bana uni ku meng.
Ini ngandirege kutongozvikudza kunze kwomumuchinjikwa waIshe wedu Jesu Kristu, uyo kubudikidza nawo nyika yakarovererwa kwandiri, uye ini kunyika.
15 Bara ukalu kucuru nin salin kalu kucuru imonmonari ba, umaru fe upese unare imon ichine.
Kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvirevi chinhu; chinokosha ndiko kuva chisikwa chitsva.
16 Vat ngbardang na lenge na ina sunucin nan nya lo libauwe, na lissosin limang nin nayi asheu so nanghinu, a nonon Israila Kutellẹ.
Rugare nengoni kuna avo vanotevera murayiro uyu, kunyange kuIsraeri yaMwari.
17 Uchizunu nene udu ubun, na umon wa ti sururu ba, bara nan nya kidowo nighe ndi nin niyoliti Yisa kidowo ni.
Pakupedzisira, ngakurege kuva nomunhu anonditambudza, nokuti ndakatakura mumuviri wangu mavanga aJesu.
18 Na ubollun Yisa Kristi so nin ruhu mine, linuana. Usonani.
Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nomweya wenyu, hama dzangu. Ameni.

< Ugalantiyawa 6 >