< Ugalantiyawa 2 >

1 Na akus likure nin na nas nnin kata, nkuru in ghana u Urushalima nin Barnabas, in yira Titus ku ti gya ligowe.
Shure kweizvozvo kwapfuura makore gumi nemana ndakakwirazve kuJerusarema naBhanabhasi, ndikatorawo naTitosi.
2 Nwa ghana ndo bara na Kutellẹ wa dursoi ndo. Nwa durso nani kanang uliru tucu ulenge na ndin bellu kitik nalumai. ( Nwa su ulirẹ likot nan nadidya mine). Bara katwa ninghe na imalsu, nin ka na nma kuru nsu wa so hem.
Zvino ndakakwira nekuzarurirwa, ndokuvarondedzera evhangeri yandinoparidza pakati pevahedheni, asi pachivande kune vakange vachikudzwa, zvimwe ndimhanyire kana ndakamhanyira pasina.
3 Ko ame Titus na awadi ninmi, na awadi ku Hilinawa, iwa tighe akala kucuhru gbas. Nani wa se nani,
Asi kunyange Titosi waiva neni, ari muGiriki, haana kurovererwa kuti adzingiswe;
4 Bari nuana kinu na iwa dak likire ida idayen lissosin limang bit na tiwa dimun nan nya Kristi Yisa. Iwa dinin su iti nari tiso acin kiti nduka.
uye nekuda kwehama dzenhema, vakange vapinzwa pachivande, vakange vapinda nekunyangira kuzoshora kusununguka kwedu kwatinako muna Kristu Jesu, kuti vatiise muuranda;
5 Na arik nani ati kitimine ba ko nin kubiri båt, bara kidegen nlirun tuchu nan so kitimine sa ukpillu.
vatisina kutendera nekuzviisa pasi kunyange kweawa; kuti chokwadi cheevhangeri chirambe chigere nemwi.
6 Inung alenge na among na woro inughere anan bune na ina su imonmonba. Sa iwa di iyaghari kiti nin na imonmonari ba. Na Kutellẹ din sesu imon ile na idin su kibinayi nnit usurne ba.
Asi kune vainzi chinhu (kunyange vaimbova chii hazvirevi chinhu kwandiri; Mwari haagamuchiri chimiro chemunhu), nokuti avo vaikudzwa havana kundiwedzera chinhu;
7 Bara nani wang mere ina ni ulirun tuchue udu kiti na nan nacuru, nafo Bitrus na iwa nigne ucindu kiti na nan kalzu nacuru.
asi zvakadaro, vakati vaona kuti evhangeri yevasina kudzingiswa yakakumikidzwa kwandiri, saPetro yevasina kudzingiswa,
8 Bara Kutellẹ, na anasu kata nan nya Bitrus gono kadura kiti nalenge na ina kalza acuru nanere wang ana su katwa nan nya ning udu kiti nalumai.
(nekuti iye wakaita nesimba kuna Petro kuvuapositori hwekudzingiswa, wakaita nesimba nekwandiri kuvahedheni);
9 Na iwa yinnin ubollẹ na Kutellẹ nasui, Yakub, Kefas, nin Yuhana, alenge na iwa yiru nani adidya liyissin wa Barnabas ku nin mi ucara ncine lidondong. Bara arik nan do kiti nalumai inung do kiti na nan kalzu nacuru.
zvino vaziva nyasha dzandakapiwa, vanaJakobho naKefasi naJohwani, vaikudzwa kuva mbiru, vakapa ini naBhanabhasi ruoko rwerudyi rwekudyidzana, kuti isu tiende kuvahedheni, ivowo kune vakadzingiswa;
10 Tutung iwa di ninsu ti lizinin nin nikimon, imon ilenge na meng wang wadi nisu nsure ine kang.
chete kuti tirangarire varombo, ichocho chandakashingairirawo kuita.
11 Kubi ko na Kefas wa dak Antakiya, Nwa yisin nmuro me nbellinghe uliru bara na awa tån.
Zvino Petro wakati asvika Andiyokiya, ndakamupikisa pachiso, nokuti wakange ane mhosva.
12 Kefas wa din lizu nimonli nin nalumai, a among anit unuzu kitin Yakub dutu sa udak. Na anit ane nda, a wunno kidowo anin tasa ligome nin na Lumaiye, bara fiu nanit ale na inamalu kalzu nacuru mine.
Nokuti vamwe vasati vasvika vaibva kuna Jakobho, waidya nevahedheni; asi kana vasvika waisuduruka, achizviraura, achitya vekudzingiswa.
13 Nanere wang ngisin na Yahudawẹ wa dofin Kefase ku nan nya nrusuzu nati. Nanere Barnabas wang litime wa dofin nani nan nya kani karusuze.
Nevamwewo VaJudha vakanyepedzera pamwe naye, zvekuti Bhanabhasiwo wakatorwa neunyepedzeri hwavo.
14 Na nwa nin yene nwo na idin dortu kidegen nliru tucuba, Nbelle Kefase ku nbun mine vat, ''Andi fe na udi ku Yahudawa umini sosin nafo kilumai na nafo ku Yahudawa ba, iyizari udin tizzu Alumai iso nafo a Yahudawa?''
Asi ndakati ndaona kuti havafambi zvakarurama maererano nechokwadi cheevhangeri, ndakati kuna Petro pamberi pevese: Kana iwe uri muJudha, unorarama nemutoo wevahedheni, uye kwete sezvinoita VaJudha, unoroverera sei vahedheni kuti vararame seVaJudha?
15 Arike na tidi a Yahudawa unuzu kumat a na ''Alumai yari anan nalapi ba.''
Isu tiri VaJudha pachisikirwo, uye kwete vatadzi vanobva kuvahedheni,
16 Yinnon nenge na umong unit duku na ama sortu nacara nkul bara katwa nin dortun duka ba se nin yinnu sa uyenu nan nya Yisa Kristi. Tina dak nan nya in yinnu sa uyenu in Kristi Yisa bara tina se usurtu unuzun in yinnu sa uyenu nan nya Kristi na nin nitwa nduka ba, bara kusari nduka na unan lai urum ba surtuba.
tichiziva kuti munhu haanzi wakarurama nemabasa emurairo, asi nerutendo kuna Jesu Kristu, nesu takatenda kuna Kristu Jesu, kuti tinzi takarurama nerutendo kuna Kristu, uye kwete nemabasa emurairo; nokuti nemabasa emurairo hakuna nyama ichanzi yakarurama.
17 Vat nani andi konene tiba pizuru Kutellẹ tinan se usurtu nan nya asa tise atibite anan nalapi, Kriste nso unan katwa kulapï? Na nanere ba!
Asi kana isu, tinotsvaka kunzi takarurama kuna Kristu, nesu tomene tiwanikwe tiri vatadzi, naizvozvo Kristu wava mushumiri wechivi here? Ngazvisadaro!
18 Bara andi meng ba kuru in wutu kimal ln yinnu nin duka tutung, uyinnu ule na ina nari, meng so unan patulu nduka.
Nokuti kana ndikavakazve izvi zvandakaputsa, ndinozviratidza kuva mudariki.
19 Bara nan nya nduka, meng na ku kulin duka, nnan so nin lai kiti Kutellẹ.
Nokuti ini nemurairo ndakafa kumurairo, kuti ndirarame kuna Mwari.
20 Iwa kottini kitene kucca ligowe nin Kristi. Na mere nene ming litininghe ba, unin ulai ulenge na in dumun nan nya kidowo, nsosin nan nya in yinnu sa uyenu in Gono Kutellẹ, ule na ana ti usu ning anä litime bara meng.
Ndakarovererwa pamuchinjikwa pamwe naKristu; asi ndinorarama; handisisiri ini, asi Kristu anorarama mandiri; asi zvandinorarama ikozvino panyama, ndinorarama nerutendo rweMwanakomana waMwari, wakandida akazvipa nekuda kwangu.
21 Na meng nati nin bollu Kutellẹ hem ba, bara adi uyiti nlau din nuzu ndukari, ukul in Kristi nso hem.
Handishaisi nyasha dzaMwari maturo; nokuti kana kunzi wakarurama kunowanikwa nemurairo, saka Kristu wakafira pasina.

< Ugalantiyawa 2 >