< Ukolosiya 3 >

1 Andi Kutelle wa fiu munu nin Kristi Piziran imon kitene kani, ki nkanga na Kristi sosin ku ncara ulime un Kutelle.
Naizvozvo kana makamutswa pamwe naKristu, tsvakai zvekumusoro, uko kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.
2 Kpilizan Kitene nimon ile na idi kitene kani na kitene nile na idi inye ba.
Rangarirai zviri kumusoro, kwete zviri panyika.
3 Bara una icu, ulaife nyanshin kitin Kristi nya Kutelle.
Nokuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavigwa pamwe naKristu muna Mwari.
4 Kubin dak Kristi ulai fe iwa puun umini ba kuru ipuunfi nin Kristi nanya ngongon me.
Kana Kristu upenyu hwedu achionekwa, ipapo imwiwo muchaonekwa pamwe naye mukubwinya.
5 Mollon, bara nani, iiti nibinai nalapi mine inye-kulapi zina, usalin lau, ntuturi, uciu kibinai nimon, inazan, nkot, unere udurtu ncil.
Naizvozvo urayai mitezo yenyu iri panyika, upombwe, tsvina, kushumba kwakaipa, kuda zvakaipa, uye kuchiva, kunova kunamata zvifananidzo.
6 Udi barananere tinanayi Kutelle wa dak kiti nono salin durtu nliru.
Nekuda kwezvinhu izvi, hasha dzaMwari dzinouya pavana vekusateerera;
7 Udi nanya nile imonere anung wang wandi ncinu kubi na iwa sosin nanghinu.
imwiwo maimbofamba mazviri, pamairarama mazviri.
8 Bara nene nyan piit kitene nile imone -tinana ayi, ayi ananzan, unityi unanzan, tizogo nin nimon incing, na iwa nuzu nanya tinu mine b.
Asi ikozvino imwiwo bvisai zvese izvi, kutsamwa, hasha, uipi, kunyomba, nekutaura zvinonyadzisa kubva mumuromo wenyu;
9 Na iwa ati mine kinu ba, bara ina nutun minu kitin nit ukuse nin nadadume.
regai kureverana nhema, zvamakabvisa munhu wekare nemabasa ake,
10 Ina ni nati annit apese ilenge na ina kusunannya nyiru kuyeli mye, kuyeli nlenge na ana kele minu apese.
mukapfeka mutsva, anovandudzwa paruzivo semufananidzo wewakamusika;
11 Nanya nle uyiruwe na ku Yahudawe sa ku Hiliniyawe duku ba sa unan kalu kucuru sa unan salin nkale asa unit uhem nnanndiru litii, kucin ilenge na adi licin ba bara nani Kristi amere imon vat nanya nimon vat.
apo pasina muGiriki uye muJudha, kudzingiswa uye kusadzingiswa, mutorwa, muSikitia, musungwa, wakasununguka; asi Kristu ndiye zvese, uye ari mune zvese.
12 Taan atimine nafo alenge na Kutelle na fere naninanya nlau nin su linwana kibinai kunekune ayi ashau unonku kibinai.
Naizvozvo pfekai sevasanangurwa vaMwari, vatsvene nevanodikanwa, moyo yetsitsi, moyo munyoro, kuzvininipisa, unyoro, nemoyo murefu;
13 Tizan nibinai nishau nin linwana, ishawa kulapi linwana asa umon dinin tinanzan nin nmong shawan nafo na Cikilare na shawa nin nalapi mine.
muchiitirana moyo murefu, nekukanganwirana kana umwe ane mhosva neumwe; Kristu sezvaakakukanganwiraiwo, saizvozvowo imwi;
14 Kitene nile imone vat yitan nin unnere ukuluna nimon vat.
zvino pamusoro pezvinhu zvese izvi pfekai rudo, ndicho chisungo chekupedzeredza.
15 Na lisosin limang Kristi suo nanya nibinai mine nanya lisosin limang lolere iwa yicila minu mu kidowo kirum, son anangodiya.
Nerugare rwaMwari ngarwutonge mumoyo yenyu, ndirwo rwamakadanirwawo mumuviri mumwe; uye ivai vanovonga.
16 Na liggbulang Kristi suo nanya mine gbardang vat nin kujinjin, dursuzu inizu atimine ushawara nin naleli Nruh, suun alalin godiya nanya nibinai mine vat udu kiti Kutelle.
Shoko raKristu ngarigare mamuri neufumi muuchenjeri hwese; muchidzidzisana nekurairana mumapisarema, nenziyo, nenziyo dzemweya, muimbire Ishe nenyasha mumoyo wenyu;
17 Vat nile imon na uba su-nanya ligbulang sa katwa-suun vat nanya lissa Ncikilari Yesu nin godiya kiti Kutelle udu Ucif nanya Yesu.
uye zvese chero chipi chamunoita pashoko kana pachiito, itai zvese muzita raIshe Jesu, muchivonga Mwari naBaba kubudikidza naye.
18 Awani toltunon ati mine kiti nales mineile imon na iciuari une kiti Kutelle.
Vakadzi zviisei pasi pevarume venyu pachenyu, sezvo zvakafanira muna Ishe.
19 Anung ales taan usu na wani mine, na iwa naniza ayi nin ghinu ba
Varume, idai vakadzi venyu, uye regai kuvavavira.
20 Non, dorto anan macu mine nanya nimon vat ule imon nyinuari kitin Chikilari.
Vana, teererai vabereki pazvinhu zvese, nokuti izvi zvinofadza Ishe.
21 Anung Acif, na iwa jottu ayi nono mine nin liru ba, bara nibinai mine wati camcam.
Madzibaba, musatsamwisa vana venyu, kuti varege kuora moyo.
22 Anung acin, durton an cikilari mine nidowo nanya nimon vat, na bara uyenju nizi nanit ba, bara nin kibinai kirum kin fiu Ncikilari.
Varanda, teererai pazvinhu zvese vari vatenzi venyu panyama; kwete nekushandira maziso sevafadzi vevanhu, asi nemoyo wakarurama, muchitya Mwari;
23 Vat ni lemong na idinsu, suun nin kibinai krum nafo udu Ncif na nafo udu nanit ba
uye zvese kunyange chipi chamunoita, itai nemoyo, sekuna Ishe, uye kwete kuvanhu;
24 Iyiru iba seru kiti Ncikilari ugadu ulenge na udi un minere, idin suu Ncikilari Kristi katwa.
muchiziva kuti kuna Ishe muchagamuchira mubairo wenhaka; nokuti munoshandira Ishe Kristu.
25 Ame ulenge adin suu imon inanzang iba tunughe nin nimong inanzang ile na adin suu, na iba tunughe mun ba.
Asi anoita zvisakarurama achagamuchira zvisakarurama zvaakaita; uye hakuna kusarurwa kwavanhu.

< Ukolosiya 3 >