< Katwa Nono Katwa 20 >

1 Nin kidun anit Efisus chino bukurnu kit, Bulus yichila anan yinusauyenu kiti kirum. Amini wa belin nanin iliubun yinnu nin Ugo Isa. Nin deadai nin kidu, anin bele nanin “sai ilonliri” atinna gya udu kusarin Masadonia.
Bope rakati rapera, Pauro akadana vadzidzi, uye shure kwokuvakurudzira, akaonekana navo akasimuka akaenda kuMasedhonia.
2 Nin kidun amini wa duru kikane, amini wa belin nanin iliubun yinnu nin Ugo Is. Nin nanin atinna a gya udu Ugreece.
Akafamba nomumatunhu ayo, achitaura mashoko mazhinji okukurudzira vanhu, uye pakupedzisira akazosvika kuGirisi,
3 Amini wa ti tipui ti tat nan nya Greece. Nin nanin awa tina akwila udu Siria in kabarak mmen, bar awa lanza a Yahudawa wa chinu umalughe nin chinghe na awa din suo, nin nanin amini wa tinin achina kuntin, amini wa tini a kata tutun udu Macidonia.
uko kwaakandogara kwemwedzi mitatu. Nokuda kwokuti vaJudha vakanga vaita rangano yakaipa pamusoro pake paakanga oda kukwira chikepe kuti aende kuSiria, akafunga kudzokerazve nokuMasedhonia.
4 Anit alena wa chinu ninghe udu nan nya Urshalima iwadi Sopater, gonon Pirrus, unuzu ka gbirin Berea; Aristarkus nin Sekundus, ulena awa nuzu ka gbiri Thasalonika; Gaius, ulena awa nuzu kusarin ka gbiri Derbe; Timuntawus, ulena awa nuzu kusarin Galantia; nin Tychikus ah Trophimus, alena ina nuzu kusari Asia.
Akaperekedzwa naSopata mwanakomana waPirasi wokuBheria, navanaAristakusi naSekundo, vaibva kuTesaronika, naGayo wokuDhebhe, naTimotiwo uye Tikikasi naTirofimasi vaibva mudunhu reEzhia.
5 Anit kuzuor ane tinna igha ubun nin Bulus nin mi, Luka, nin ujirgi mme unuzu Macedonia, Imini wa dua ka gbirin Troas inanin wadinin su arik nabâ kikane.
Varume ava vakatungamira vakandotimirira paTroasi.
6 Tutun Bulus nin mi ti china kutin udi pit kusarin ka gbiri Philipia. Nin kidun a Yahudawa imonli isalinyist. timini wa piru ujirgi mmen ulena aachinu udu kusarin ka gbirin Troas. Tiduru Utroas nin kidun nayiri ataung tinin zuru nin na mong na iwa nin bun bit. Vat bite ti tinna ti ta ayiri kuzor.
Asi takazokwira chikepe kubva kuFiripi shure kwoMutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso, uye shure kwamazuva mashanu takazobatana navamwe paTroasi, apo patakazogara kwamazuva manomwe.
7 Inwuin giga nin kulelen arik nin nanan yinnusauyenu ti zuro kiti kirum tinin liu umonli jibi Ugo tinin liu kiti kirum. Bulus nin lirina nin nananyinnusauyenu udu nan nya kitik, bar awa chini ugyiu udu Troas nin kui.
Nomusi wokutanga wevhiki takaungana pamwe chete kuti timedure chingwa. Pauro akataura kuvanhu uye, nokuda kwokuti akanga achida kuenda pazuva raitevera, akaramba achingotaura kusvikira pakati pousiku.
8 Iwa molu inmai tipitinla kuti kitene kan kikana tiwa zuro.
Makanga mune mwenje mizhinji muimba yapamusoro matakanga tichisangana.
9 Kan gono kibene lisame wadi Eutykus kikane. Awa sosin kibulun kibene kitene kuti kun tat kilare. Dana Bulus le kubi liru ka, Eutykus. mmoro yiragh. Ninmal, amini wa lanza moro kan. Amini wa tina adeu nuzu kitene kibulin kibene udun kutin. Among anan yinnusauyenu tinna iyirageh. Inanin tutun waseghe libia[aku].
Pawindo pakanga pagere jaya rainzi Yutiko, uyo akanga abatwa nehope chaizvo sezvo Pauro akanga achingoramba achitaura. Paakanga anyatsobatwa nehope akawira pasi achibva paimba yechitatu yapamusoro akazonongwa afa.
10 Bulus nin tinna atolo tutun. Amini wa nakwa kidawo me kitenen gone anin gwaindirghe nin na charame. Amini wabelin anit alena wasisin kupopome, ''Inje iwa gilu; adu nin lai tutun!
Pauro akaburuka akasvikozviwisira pamusoro pejaya akamugumbatira mumaoko ake. Akati, “Musatya, mupenyu!”
11 Bulus, nin na mong, itinna i gnaanaa kitene tutun inin leu inin su ubikin ubulu Ugo. Ninnuzukidun nanin kiti shata uwui nuzu udas a Bulus liru nin nanan yinnusauyenu. Ninanin anin tina gya.
Ipapo akakwirazve paimba yapamusoro akamedura chingwa akadya. Shure kwokutaura navo kusvikira kwaedza, akazoenda hake.
12 Among anit nin yira gone udu kilari, nin kibinai kibo bar awa dinin lai tutun.
Vanhu vakatora mujaya uya vakaenda naye kumusha ari mupenyu uye vakanyaradzwa zvikuru.
13 Tinanin tiwa piru ujirgin mmen. Tutun Bulus wa nari udoffunu nari jirgin mmen tinan dua nan nya Troas, bar na awa dinin su ado dadai kutin kusarin kagbiri Assos. Among bite tinna tipira ujirgin mmen tinin gya udu Assos.
Isu takatungamira nechikepe tikaenda kuAsosi, uko Pauro aizokwirawo chikepe. Akanga aronga izvi nokuti akanga achizoenda ikoko netsoka.
14 Timinin tiwa zuro nin Bulus nan nya Assos. Amini wa piru ujirge nan nin narik tinanin tiwa kata gbiri Miletus.
Paakasangana nesu paAsosi, takamukwidza tikapfuurira kuMitirene.
15 Nin liri kidun ti duru Mtylene, tinin fita unuzu kikane tinin duru kupopo kitin kios. Nin liri kidun tutun ti fita udu Samos. Nin kui tifita tutun ti chino Samos tinin kata udu ka gbiri Miletus.
Fume mangwana takamukapo nechikepe tikandosvika pakatarisana neKiyosi. Zuva rakatevera iroro takayambuka tikasvika kuSamosi, uye zuva rakatevera takasvika paMiretasi.
16 Miletus wadi kadas nin ka gbiri Efisus. Bulus wadinin su a yisin kusarin Efisus ba bar awa dinin su a li kubi nan nya Asia ba. Andi uchinghe ma chonghe, adinin su a duru Urshalima inwui bukin faska, kubi bukin faske wadi kusa.
Pauro akanga afunga zvokupfuura napaEfeso nechikepe achiitira kuti vasapedza nguva vari munyika yeEzhia nokuti akanga achimhanyira kusvika kuJerusarema, kana zvaibvira, nezuva rePendekosti.
17 Na ujirgi mmen duru u Miletus, Bulus nin tuo unan kadura udu Efisus ibelin a kune na nan yinnusauyenu kikane idak ida lirin ninghe
Pauro ari paMiretasi, akatumira shoko kuEfeso kundodana vakuru vekereke.
18 Dana akune da kitime, Bulus nin woro nanin, “Unuzu wui ifunu na inwa dak kikane nan nya Asia kafin ichin minu iyiru kap lisosin ni kubi na iwasuo nan ghinu.
Vakati vasvika, akati kwavari, “Imi munoziva kuti ndakagara sei nemi panguva yose yandaiva nemi, kubvira pazuva rokutanga randakasvika munyika yeEzhia.
19 Iyiru su kata ka na nasu Ugo Isa nin toltunọ kibinai nin kutin nin kon kubi na asan gila. Iyiru inda na tikanchi nin na Yahudawa na ina yininba na iwa chini lanzi ukule.
Ndakashumira Ishe nokuzvininipisa zvikuru uye nemisodzi, kunyange ndakaedzwa zvikuru nerangano dzavaJudha.
20 Iyiru tutun, dana ina dursuzo mini ka dura Kutellẹ, na ina chin minu nanin sa imong elena ima bunminu ba. Nin yiruminere ina dursuzo mini kadura Kutellẹ kubikona kogha wa diku, nin tutun iwa pichu ni larimine in dursuzo mini kikane.
Munozviziva kuti handina kuzeza kuparidza kana chinhu chaizokubatsirai imi, asi ndakakudzidzisai pachena uye muimba neimba.
21 Ina su ma dursuze kiti na Yahudawa nin na lena a Yahudawari ba, belin mini ichinvat libau linazan nin nibinai tinanzan inin yinin nin Isa Ugo bite.”
Ndakapupura kuna vose vaJudha navaGiriki kuti vanofanira kudzokera kuna Mwari vagotendeuka uye vagotenda kuna Ishe Jesu.
22 “Nin nene na indi nchinu udu Urshalima, bar Ufunu Ulau na durai madu kikane sa u lau, imma du sa ula. Na iyiru yari ma sai kikaneba.
“Zvino ndamanikidzwa noMweya, ndiri kuenda kuJerusarema, ndisingazivi hangu zvichaitika kwandiri.
23 Tutun inyiru nan nya kokame ka gbiri kana inna piru, Ufunu Ulau wa benli nan nya Urshalima anit mati kuti lichin unanimously mati tikianchi.
Chandinongoziva ndechokuti muguta rimwe nerimwe Mweya Mutsvene anondiyambira kuti kusungwa nokutambudzika zvakandirindira.
24 Tutun nanin nama lanzu fiu ba ko anitma ma moli, andi ifinu ima malu kata kana ana yichilai insu. Ana yichilai bellin anit kadura kachine na Kutellẹ na su nari ubolu.
Zvisinei hazvo, ini handioni upenyu hwangu sechinhu chinokosha, dai bedzi ndapedza nhangemutange yangu uye ndapedzisa basa randakapiwa naIshe Jesu, basa rokupupura vhangeri renyasha dzaMwari.
25 Ina dursuzo mini kadura Kutellẹ na ana dura litime amere Ugo. Tutun nene inyiru kitimonere anin anan yinnusauyenu ima yeni uyenu ligan.
“Zvino ndinoziva kuti hakuna pakati penyu imi vandakafamba navo ndichiparidza vhangeri roushe achazondionazve.
26 Bara indininsu vat alengena ina lanzai udursuzu na iwa kusu sa iyinu nin Isa, nan ima yitu kulapi nin ba,
Naizvozvo ndinotaura kwamuri nhasi kuti handina mhosva yeropa ravanhu vose.
27 bar ina belin munu umong ilena Kutellẹ na su arikimun.
Nokuti handina kuzeza kukuparidzirai kuda kwose kwaMwari.
28 Anin adidẹ uchau ili ubun yinnu nin dortu kadura Kutellẹl. Uchau tutun i bun vat alena ina yinninsauyenu, bar anighere Ufunu Ulau nnaniminu yenje nanin. Yenjen litimine nin lipitin na nanan yinusauyenu nafo kunan sukiwọ na asa yenje akam me. Kutellẹ na seru nanin nin mmi michinen saume kitene kuchat.
Zvichenjererei imi pachenyu neboka rose ramakaitwa vatariri varo naMweya Mutsvene. Fudzai kereke yaMwari, yaakatenga neropa rake pachake.
29 Iyiru kan nin kidun andi chinminu, among anit ma dãk nan nya mine ida duro mini kinu ima lanzu anan yinnusauyenu ukule kan. Imayitu nafo ka kayim kana kasa ka mọlọ akam.
Ndinoziva kuti kana ndabva, mapere achapinda pakati penyu asingaregi boka.
30 Among ma nan nya lipitin nadidwe kikane ma rusuzu among anan yinnusauyenu nin dursuzu nanin imong inazang. Ima dursuzu minu kadura kana mati among anit yinin mu inan dofuno nanin.
Kunyange pakati penyu iyemi vanhu vachamuka vachiminamisa chokwadi vachiitira kuti vatape vadzidzi kuti vavatevere.
31 Bara nanin yenjen kiti kan, na iwa chin yinnu nin kadura kidegen kitenen Isa Ugo bit! Lizinon nin wui nin kitik akusa tat ina durso mini kadura imini wunun minu atuf kan nin mizin isuamichi kiti Ugo bit
Saka rindai! Rangarirai kuti makore matatu handina kumborega kukuyambirai mumwe nomumwe wenyu, usiku namasikati nemisodzi.
32 Nene na ima chin minu inta minu inlira (tirino) Kutellẹ yeje minu nin chiminu yinnin nin kadura bolu kana ana sunarimu. Andi iliu ubun nin yinnu kadura kana ina belinmin, imati akara Kutellẹ ma niminu imong chine sa ligang ilena ana silo amani alena di kitime.
“Zvino ndinokuisai kuna Mwari nokushoko renyasha dzake, iro rinogona kukuvakai uye richikupai nhaka pakati paavo vakaitwa vatsvene.
33 Men ma litinin, na dininsu nikurfun ko alituk achine kitin mong ba.
Handina kumbochiva sirivha yomunhu kana goridhe kana nguo yomunhu.
34 Anin atimine yiru kap asan su kata nin nacharanin ina se ikubu nin ilemong men ni na adodon ni dinin suwe
Imi munoziva pachenyu kuti maoko angu aya akabatira kushayiwa kwangu nokushayiwa kwavandaiva navo.
35 Nan nya nimong nan su kap, ina nunaminu uchau tisu kata kan tinan se ikubu kan tinan niza alena kajire mala nanin inin dinin suwe. Ikuru lizino ame Isa litime na woro, 'ucharan nizu katin ucharan sesu nin kibinai kipou.”
Mune zvose zvandakaita, ndakakuratidzai kuti namabatiro akaoma aya, tinofanira kubatsira vasina simba, tichirangarira mashoko aShe Jesu pachake paakati, ‘Kupa kwakaropafadzwa kupfuura kugamuchira.’”
36 Dana Bulus mmala ulire, amini wa tumun nin vat na kune inin ta ilira.
Akati ataura izvi, akapfugama pamwe chete navo vose uye vakanyengetera.
37 Vat mine iwa gilu kan, inin gwidirno Bulus ku nin muju tinu me. (kiss)
Vose vakachema pavakamumbundikira uye vakamutsvoda.
38 Na iwa lanza magba bar na awa woro imasaku yenighe ba tutun. Ina nin wadi kaghe kitin jirgin mmen. (Inanin wa gya ligowe vat ninghe tikin jirgi).
Zvakanyanya kuvarwadza mashoko aakataura achiti havaizoona chiso chakezve. Ipapo vakamuperekedza kuchikepe.

< Katwa Nono Katwa 20 >