< 1 Timothawus 6 >

1 Vat nale na idi licin, na ini an cinilari mine uzazunu ule na ukulun, bara iwa zoguzo lisa Kutellẹ nin liru mẹ.
Vese vari varanda pasi pejoko, ngavaverenge vatenzi vavo sevanofanirwa nerukudzo rwese, kuti zita raMwari nedzidziso zvirege kunyombwa.
2 Anung acin alenge na an Cinilari mine di nin yinnu sa uyenu, zazinan nani bara na inung nuanari, na idirtin nsu nani katuwa vat, bara na an Cinilari mine anan yinnu sa uyenuari, anan su minere. Dursuzo, ubellu ile imone.
Nevane vatenzi vanotenda ngavarege kuvazvidza, zvadziri hama, asi zvikuru ngavavashandire, nokuti vakatendeka uye vanodikanwa vagovani vemubairo. Dzidzisa zvinhu izvi ukurudzire.
3 Asa umon dursuzo imoin imon ugang, na ayina nin liru ucine bite ba, ulirun Cikilari bite Yisa Kristi, nin dursuzun liru ucine.
Kana munhu achidzidzisa zvakasiyana nezvizvi, uye asingabvumiri mashoko awa mapenyu, aIshe wedu Jesu Kristu, nekudzidziso inoenderana nekunamata Mwari,
4 Adin fo figiri na ayiru imon ba, unan rusuzu nanit nin suzu mayardang nin tigbulang tinanzang kika na ivira din nucuku, nin fiu kibinai, tizogo nin vuruzu unanzang,
anongozvikudza, asingazivi chinhu, asi anongokarira mibvunzo nenharo dzemashoko, panobva godo, gakava, kutuka, kufungidzira kwakaipa,
5 a mayardang nanit asurne nin nibinai nibishe, anan diru kidegen, alenge na iyira libau Kutellẹ nafo lin sesu nikurfungha.
kukakavadzana kwevanhu vane murangariro wakaodzwa, vakarasikirwa nechokwadi, vachiti kunamata Mwari ndizvo zvinofumisa. Zviparadzanise nevakadaro.
6 Liru Kutellẹ nin kibinyi kirum useri udia.
Asi kunamata Mwari nekugutsikana ndizvo zvinofumisa kwazvo;
7 Bara natina danin mon nyaya nyi ulele ba tutung na tima nyiu nin nimon ba.
nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, zviri pachena kuti hatigoni kubuda nechinhu;
8 Nonkon nari nibineyi bite nin nimon nowo ille na tidumon nin nimon nli.
asi kana tine kudya nezvekupfeka tichagutsikana neizvozvi.
9 Alenge na idunin su ise imon na cara assa ideu nanya tikanci nin libarda Nshitang, udu nanya tilalang tidiya nin kuna nizin nlanzu, nkul, umusu inrika na assi uwultino anit udu nanya nkul.
Asi vanoshuva kufuma vanowira mumuedzo nemumusungo, nemukuchiva kweupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nekuputswa;
10 Usu nikurfung unin nere ucizunun katah kananzang vat. Among allenge na ina tinibineyi ku, ina lasin nnannya nyinnu sa uyenu, ina kulzu atimine nin na buri asirne saliga.
nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvese; uyo vamwe vakati vachishuva vakatsauswa parutendo, vakazvibaya neshungu zhinji.
11 Fe unit Kutellẹ na uwa ti kibineyi fe kitene nile imone ba, pizira nlau kibineyi, udoruu Kutellẹ, uyinnu sa uyenu, usuu, nsheu kibineyi nin nonku liti.
Asi iwe, haiwa munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama, kunamata Mwari, rutendo, rudo, moyo murefu, neunyoro.
12 Su liyisin licine lin yinnu sa uyenu. Use ulai salingang ule na iwa yicilla fimu. Ukuru ubellu imong i cine nbung nan nizi iba gbardang. (aiōnios g166)
Irwa kurwa kwakanaka kwerutendo, batisisa upenyu husingaperi, hwawakadanirwawo kwahuri, ukabvumawo kubvuma kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. (aiōnios g166)
13 Ntafi nbun Kutellẹ unan nimon nlai vat nin kirrsifi Yesu ulenge na awa belling kidegen nbun Buntus Bilatus.
Ndinokuraira pamberi paMwari, anoraramisa zvinhu zvese, naKristu Jesu, wakapupura kupupura kwakanaka pamberi paPondiyo Pirato,
14 Bara nani dorto udukye gegeme, sa uvurzu, udu kube ko na cikilari bite Yesua madak.
kuti uchengete murairo usina gwapa, usina chaungapomerwa, kusvikira pakuonekwa kwaIshe wedu Jesu Kristu,
15 Udak me mayitu kubi kucine nafo na unan nmare na cheu, ame unan ulikara chas ugo unan tigo nin cikilari unan tigo.
kwaacharatidza panguva dzake, iye Wakaropafadzwa neWemasimbaose ega, Mambo wemadzimambo naIshe wemadzishe,
16 Ame unan salin nkul nin nle na assosin nnanya nkanan mo na umong wanya a do kupowe ba. Na unit wanyaa ayeneghe ba sa ayeneghe piit ba uzazinu nin likara saligeng di kitime. Uso nanin. (aiōnios g166)
iye ega ane kusafa, agere pachiedza chisingasvikiki, hakuna umwe wevanhu wakambomuona, kana kugona kuona; kukudzwa nesimba risingaperi zviri kwaari. Ameni. (aiōnios g166)
17 Belle anan seh nanya nyi ulele na iwa fo igiri ba, sa it nibinnei mine nimon nyi ille na ima malu. Nin nani icheu nibineyi mine kiti Kutellẹ. Ule na adin nizauri uuse kidegen vat tilanza imang. (aiōn g165)
Raira vakafuma panyika ino, kuti varege kuzvikudza, kana kuvimba nefuma isingavimbiki, asi muna Mwari mupenyu, anotipa zvinhu zvese achiwanza kuti tifare; (aiōn g165)
18 Belle nanin isuu imon icine, iso nan se nanya katuwa kacine, iyit washalang, nin nibineyi nnizu.
vaite zvakanaka, kuti vave vafumi pamabasa akanaka, vagadzirire kupa, nekugovana;
19 Nloli libower inug ma ciw atimine imon icine ule na idin cinu, ima se ullai ucine.
vazvirongedzere nheyo yakanaka yenguva inouya, kuti vabatisise upenyu husingaperi.
20 Timitawus, mino ille moa na iwa nifi, suna uliru kinu nin manyardang mananza man kinu na idin suu mun uyiru.
Haiwa, Timotio, chengetedza icho chawakabatiswa, ufuratire kutaura kusina maturo nekupikisa kwezvinonzi ruzivo zviri zvenhema;
21 Among anit din bellu alle adwade inani nazu nnanya nyinnu sa uyenu. Na ubolu Kutellẹ so nan ghinu vat.
irwo vamwe vakati vachibvuma vakarasika maererano nerutendo. Nyasha ngadzive newe. Ameni.

< 1 Timothawus 6 >