< VaRoma 1 >

1 Pauro, muranda waJesu Kristu, wakadanwa kuva muapositori, atsaurirwa evhangeri yaMwari,
Ne Paulo, nembombi va Yesu Klisite yune nilaghiwe ukhusuhiwa, nukhulekhehana ne livagili lya Nguluve.
2 (yaakagara avimbisa nevaporofita vake mumagwaro matsvene),
Ele lyu livangili ililyanchoviwe khatali na vouyamalango vamwene mumbusimbe uvuvalanche.
3 maererano neMwanakomana wake, wakabva kumbeu yaDhavhidhi zvichienderana nenyama,
Nchinchova umwana va mwene, uveakholiwe mukhivumbukho ikhya Daudi khunjila eya mbili.
4 wakatemerwa kuva Mwanakomana waMwari nesimba, maererano neMweya weutsvene, nekumuka kwevakafa, ndiye Jesu Kristu Ishe wedu;
Umwene anchoviwe ukhuta Mwana va Nguluve khuu makha ga mepo umbanche khuluvoneklulo lwa vafwele, u Yesu Klisite Dada veto.
5 watakagamuchira naye nyasha nevuapositori kuti kuve kuteerera kwerutendo pakati pevahedheni vese, nekuda kwezita rake,
Khugendela umwene tupokhile uvupokhi wa kusuhiwa nu wedesi uwa lwidekho panie nekhe khelunga, khulitawa lya mwene.
6 vamuri pakati pavo nemwi, vakadanwa vaJesu Kristu;
Pagati pa khilunga ekhi, nayumwe mwelagiwe ukhuva va Yesu Klisite.
7 kune vese vari muRoma, vadikanwi vaMwari, vakadanwa kuva vatsvene: Nyasha kwamuri nerugare rwunobva kuna Mwari Baba vedu naIshe Jesu Kristu.
Ikalata eye ya mwevoni yumwe mtama khu va Rumi, vagane nu Nguluve, mwaelagiwe ukhuva vanu vavalanche. Ulukhugu luve kwenu, nu lugano ukhuma kwa Dada veto na khuswambe uYesu Klisite.
8 Kutangawo ndinovonga Mwari wangu nemuna Jesu Kristu pamusoro penyu mese, kuti rutendo rwenyu rwunoparidzirwa panyika yese.
Mumbologolo nikhundemya uNguluve vago khwa Yesu Kliste khuliumwe mwevoni, ulwakhuva ulwedekho lulombeliliwa mukheluga vyoni.
9 Nokuti Mwari chapupu changu, wandinoshumira pamweya wangu muevhangeri yeMwanakomana wake, kuti handiregi kukurangarirai,
Ulwakhuva u Nguluve isaidi vango, uvenikhumbombela ni numbula yango, kulimeyu ilya mwana va mwene, nduwu nitama ukhuvatambula.
10 panguva dzese muminyengetero yangu ndinokumbira, kuti kana zvichigoneka nechido chaMwari, ndibudirire kuuya kwamuri pakuguma.
Daima nchoni nidova muyesayo nchago ukhuta khujela iyavenchaga ninche nive numwe khukya khulya mwe.
11 Nokuti ndinoshuva kukuonai, kuti ndikupei chimwe chipo chemweya, kuti musimbiswe,
Ninogwa ukhuvavona, ukhuta nevape efikhogelwa fya numbula, ninche nivayilenche.
12 ndiko kuti, ndinyaradzwe pamwe pakati penyu, nerutendo rweumwe neumwe, zvese rwenyu nerwangu.
Pwu ninogwa nekhave amakha paninie numwe, khunjila iya lwidekho lwa khila munu.
13 Zvino handidi kuti musaziva, hama, kuti kazhinji ndaizvipira kuuya kwamuri (ndokudziviswa kusvikira ikozvino), kuti ndive nechimwe chibereko pakati penyuwo, sepakati pevamwe vahedheniwo.
Lino valukholo, saninogwa mlemwe ukhulumanya ukhuta, ukhuta imesekhe mingi nesagile ukhincha khulyume, lenosesigiwe. Nikha nogwaga lino ukuva nisekhe khulyumwe ndawuyelekhu vanu ava khilunga.
14 Ndine ngava kuVaGiriki nekuvatorwawo, kuvakachenjera nekune vasina kuchenjerawo;
Nidayiwa na vayunani na vahesya, avalemale na vapelwa.
15 saizvozvo sezviri mandiri ndakagadzirira kuparidza evhangeri kwamuriwo imwi muri paRoma.
Ulwakhuva une nilitayari ukhulumbelela elimenyu khulimwe nayumwe mwemulekhu Roma.
16 Nokuti handinyadzisvi neevhangeri yaKristu; nokuti isimba raMwari rinoendesa kuruponeso kune umwe neumwe anotenda, kumuJudha pakutanga, nekumuGirikiwo.
Ulwa khuva sanivona soni khulimeyu, ulwakhuva makha ga Nguluve ukhutopokha khukhila munu uveekhwedekha, khua vayahudi avakhwanda na khuva Yunani vope.
17 Nokuti kururama kwaMwari kunoratidzwa mairi kubva parutendo kusvika parutendo; sezvazvakanyorwa zvichinzi: Asi wakarurama achararama nerutendo.
Ulwakhuva wayelweli wa Nguluve vuvonikhe ukhuma ulwedekho, mpauha ulwedekho, nduwuyesimbiwe, “Unya lwidikho itamaga nulwidikho.”
18 Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kubva kudenga pamusoro pekusada Mwari kwese nekusarurama kwevanhu vanodzivisa chokwadi nekusarurama;
Ulwakhuva uvuhegi wa Nguluve vuvonikhe ukhuma kukhyanya ni mbivi nuvutola nogwa woni uwa vanu, uvuvivi wifikha uwayelweli.
19 nokuti izvo zvinozikanwa pamusoro paMwari zviri pachena pakati pavo; nokuti Mwari wakazviratidza kwavari.
Ulwakhuva, goni givonekha khwa Nguluve galipavuvalafu khuvene. Ulwakhuva uNguluve owavulile.
20 Nokuti zvisingaonekwi zvake, kubva pakusikwa kwenyika, zvinonzwisisika pazvinhu zvakaitwa, zvinooneswa pachena, simba rake rekusingaperi pamwe neuMwari hwake, kuti vasava nemanzvengero; (aïdios g126)
Imbombo ncha mwene enchosanchi vonekha vunonu nchivile pavuvalafu ukhuma khiliwa ulimwenguni. Khikwelevekha ukhugendela ifinu ifipeliwe. Imbombo incho makha ga mwene khihumana nu vufwa uwa khukhuma kuvutegulilo wa vuNguluve. Ukhuma, avanu ava viva vanchila vulegefu. (aïdios g126)
21 nokuti vakati vaziva Mwari, havana kumurumbidza saMwari kana kuvonga, asi vakava vasina maturo mumirangariro yavo, nemoyo wavo usinganzwisisi wakaitwa mutema.
Ulwakhuva, va mayile uNguluve, savandolelage umwene khama Nguluve, savalikhusana, vavile vakhoyofu khumasage gavene, ni numbula nchavo incha vukhoyofu yaigile ekhisa.
22 Vachizvipupurira kuva vakachenjera vakava mapenzi,
Valikhwiyilaga veuiyaluhara, vakhava vapelwa.
23 uye vakashandurira kubwinya kwaMwari asingafi kumufananidzo wechifananidzo chemunhu anofa nekushiri nekuzvine makumbo mana nekuzvinokambaira.
Vakhalwandulania uvufwa wa Nguluve uvunchila vunagi khuvihwani khya munu uveanagikhe, ndiefidege, amakhanu akhayama lunde gane, ni fikhano ifikhwa fula.
24 Naizvozvowo Mwari wakavapa kutsvina kubudikidza nekuchiva kwemoyo yavo, kuti vazvidze miviri yavo pakati pavo;
U Nguluve akhavalekha vakhogage uvunogwe wa numbula nchavo imbivi, emivili givo kilikubediwa.
25 avo vakashandurira chokwadi chaMwari kunhema, uye vakanamata nekushumira chisikwa kupfuura Musiki, iye anorumbidzwa nekusingaperi. Ameni. (aiōn g165)
Na vene vayadwile elweli ya Nguluve ukhuva vudesi, valikhwesaya nu khugevombela imiguluve igige vakhandeka upelivavo, uviekhwi mekhiwa isikhu nchoni. Amina. (aiōn g165)
26 Nekuda kweizvozvo Mwari wakavapa kukuchiva kunonyadzisa; nokuti kunyange vanhukadzi vavo vakashandura basa rechisikirwo rive rinopesana nechisikirwo;
Ulwakuva, u Nguluve avalekhile vakhogage imbimbi nchavo enchiyasoni, ulwakhuva vaandulinie imbombo encha khatali vakha nchilekha incha khatali.
27 uye saizvozvowo vanhurume vakasiya basa rechisikirwo kumunhukadzi, vakapiswa nekuchivana kwavo, vanhurume nevanhurume vachiita zvinonyadzisa vachigamuchira mukati mavo muripo wakafanira kurasika kwavo.
Vulevule, avagosi vakhanchilekha imbombo nchao ncha khatali khuvehe vavo nu khuva nu vuligu khuvene vavo. Ava vagosi khuva gosi ewavombaga inchi sancho nogelanile, valikhutole ulukoto khumbombo nchavo.
28 Uye zvavakaona zvisina kufanira kugara naMwari muruzivo, Mwari wakavapa kumurangariro wakaraswa, kuti vaite zvinhu zvisakafanira;
Ulwakhuva vabelile ukhuvanu Nguluve khuluhala lwavo, avalekhile vakhogage lyale, nchao imbivi, vavombage imbombo incho sanchinogelanile.
29 vakazadzwa nekusarurama kwese, ufeve, kuipa, ruchiva, unhubu, kuzara negodo, umhondi, gakava, kunyengera, utsotsi, vanoita makuhwa,
Vadigile nuvutulanogwa, uvuvivi, uvunogwe uvuvivi, vadigile uvunogwe, uvubudi, imbancha. Uvusyovi, na amasage amavivi.
30 vacheri, vavengi vaMwari, vazvidzi, vadadi, vanozvikudza, vavambi vezvakaipa, vasingateereri vabereki,
Vavo vavile vasyovi, ava khehi navi khukalalila u Nguluve. Avayambancha, amatingo, ulwiginio, avene vavombo imbivi, nu vusavikhuva dwada avahonchi vavo.
31 vasinganzwisisi, vaputsi vesungano, vane utsinye, vasingaregereri, vasina tsitsi,
Avene vanchila lukhala, savikhwidekha, vanchila lugano ulwa khwanda, vanchila lugano.
32 avo vanoti vachiziva murairo wekururama kwaMwari, kuti vanoita zvakadai vakafanirwa nerufu, havaiti izvo chete, asiwo vanotenderana nevanozviita.
Vanchimayile indagilo ncha Nguluve, ukhuta vala avivombo imbombo incho, vanegiwa vabudiwe. Inave vivombo imbomob incho pwu viva vikhweelehana na vavo vivomba imbo incho.

< VaRoma 1 >