< ᎪᎵᏂᏗᏱ ᎠᏁᎯ ᏔᎵᏁ ᎨᎪᏪᎳᏁᎸᎯ 5 >

1 ᎣᏥᎦᏔᎭᏰᏃ ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏃ ᎡᎶᎯ ᎡᎯ ᎣᏥᏁᎸ ᎣᎩᎵᏦᏛ ᏳᏲᏨ, ᎣᎩᎭ ᎠᏓᏁᎸ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᏅᏓᏳᏓᎴᏅᎯ, ᎠᏓᏁᎸ ᏧᏬᏱ ᏗᎬᏔᏅᎯ ᏂᎨᏒᎾ ᎠᏁᏍᎨᎲᎯ, ᎠᏲᎩ ᏂᎨᏒᎾ ᎦᎸᎶᎢ ᏗᏓᏁᎸ. (aiōnios g166)
Nokuti tinoziva kuti kana imba yedu yenyika yetende ichiputswa, tine chivakwa chinobva kuna Mwari, imba isina kuitwa nemaoko, isingaperi kumatenga. (aiōnios g166)
2 ᎠᏂᏰᏃ ᎣᏥᏯᎥ ᎣᎩᎵᏰᏗᎭ, ᎤᏣᏘ ᎣᎦᏚᎵᎭ ᎣᎦᏄᏬᏍᏙᏗᏱ ᎣᏥᏁᎸ ᎾᏍᎩ Ꮎ ᎦᎸᎶ ᏅᏓᏳᏓᎴᏅᎯ;
Nokuti nemune iyi tinogomera, tichishuva kuti tifukidzwe neimba yedu inobva kudenga;
3 ᎢᏳᏃ ᎰᏩ ᏱᏙᎦᏄᏩᎥ, ᎥᏝ ᏦᎩᏰᎸᎭ ᏱᎦᎨᏎᏍᏗ.
kana nesu takapfekedzwa hatingawanikwi tisina chatakapfeka.
4 ᎠᏴᏰᏃ ᎯᎠ ᎠᏂ ᎦᎵᏦᏛ ᏦᏥᏯᎠ ᎣᎩᎵᏰᏗᎭ, ᏂᎦᎵᏍᏙᏗᎭ ᎦᎨᏛ ᏃᎦᏛᎿᎭᏕᎬᎢ; ᎥᏝ ᏦᎩᏄᏪᏍᏗᏱ ᎣᎦᏚᎵᏍᎬ ᏱᏅᏗᎦᎵᏍᏙᏗᎭ; ᏦᎩᏄᏬᏍᏗᏱᏍᎩᏂ; ᎾᏍᎩ ᎠᏲᎱᏍᎩ ᎨᏒ ᎠᏥᎩᏍᏗᏱ ᎬᏂᏛ ᎤᎩᏐᎲᏍᏗᏱ.
Nokuti nesu tiri mutende tinogomera, tichiremerwa; nokuti hatishuvi kukururwa, asi kufukidzwa, kuti chinofa chimedzwe neupenyu.
5 ᎾᏍᎩᏃ Ꮎ ᎢᎪᏢᏅᎯ ᎯᎠ ᎾᏍᎩ ᎤᎬᏩᎵ ᎨᏒ ᎾᏍᎩ ᎤᏁᎳᏅᎯ, ᎾᏍᎩ ᎾᏍᏉ ᏦᎩᏁᎸ ᎠᏓᏅᏙ ᎠᎦᏗᏗᏍᏙᏗ ᎨᏒᎢ.
Zvino wakatigadzirira chinhu ichochi ndiMwari, wakatipawo rubatso rweMweya.
6 ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏍᏗ ᏂᎪᎯᎸ ᎤᎦᎵᏍᏗ ᎣᎦᏓᏅᏔᏩᏕᎪᎢ, ᎠᎴ ᎣᏥᎦᏔᎭ ᎾᏍᎩ ᏂᎪᎯᎸ ᎣᏥᏁᎸ ᎠᏂ ᏦᏥᏰᎸᎢ, ᎤᎬᏫᏳᎯ ᎡᎲ ᎣᎩᎪᏁᎸᎢ;
Naizvozvo tine ushingi nguva dzose, tichiziva kuti tichiri kumusha mumuviri, tiri kure naIshe;
7 ᎪᎯᏳᏗᏰᏃ ᎨᏒ ᎣᏨᏗᎭ ᎣᏤᏙᎲᎢ, ᎥᏝᏃ ᎠᎪᏩᏛᏗ ᎨᏒᎢ.
nokuti tinofamba nerutendo, kwete nekuona;
8 ᎠᎴ ᎤᎦᎵᏍᏗ ᎣᎦᏓᏅᏔᏩᏕᎪᎢ, ᎠᎴ ᎤᏟ ᎦᏲᎩᏰᎸᏗ ᎠᏰᎸ ᎣᎩᎪᏁᎶᎢᏍᏗᏱ, ᎠᎴ ᎤᎬᏫᏳᎯ ᎡᎲ ᏬᎦᏁᎳᏗᏍᏗᏱ.
naizvozvo tine ushingi, uye tinofara zvikuru kuti zviri nani kusava pamuviri, uye kuva kumusha naIshe.
9 ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏍᏗ ᎣᏣᎵᏂᎬᏁᎭ, ᎾᏍᏉ ᎾᎿᎭᏱᏬᏥᏁᎳ, ᎠᎴ ᏲᎩᎪᏁᎳ, ᏦᎦᏓᏂᎸᎢᏍᏗᏱ ᎢᏳᎵᏍᏙᏗᏱ.
Naizvozvowo tinoedza zvikuru, kana tiri pamusha kana tisiri pamusha, kuti tigamuchirike kwaari.
10 ᎠᏴᏰᏃ ᏂᏗᎥ ᎢᎬᏱᏗᏢ ᏫᎩᎾᏄᎪᎢᏍᏗ ᎨᏎᏍᏗ ᎦᎶᏁᏛ ᏧᏭᎪᏙᏗᏱ ᎦᏍᎩᎸᎢ; ᎾᏍᎩ ᏂᏗᎥ ᎢᏗᏏᏴᏫᎭ ᎡᎩᏁᏗᏱ ᏄᏍᏛ ᏕᎩᎸᏫᏍᏓᏁᎸ ᏗᏗᏰᎸ ᎬᏗ, ᎾᏍᎩᏯ ᏂᎦᏛᏁᎵᏙᎸᎢ, ᎣᏏᏳ ᏱᎾᎩ, ᎠᎴ ᎤᏲ ᏱᎾᎩ.
Nokuti tese tinofanira kuonekwa pamberi pechigaro chekutonga chaKristu, kuti umwe neumwe agamuchire zvinhu zvaakaita nemuviri, zvichienderana nezvaakaita, kana zvakanaka kana zvakaipa.
11 ᎾᏍᎩᏃ ᏦᏥᎦᏔᎭ ᎦᎾᏰᎢᏍᏗ ᎨᏒ ᎤᎬᏫᏳᎯ, ᏙᏥᏍᏗᏰᏗ ᏴᏫ; ᎠᎴ ᎬᏂᎨᏒ ᏃᏣᎵᏍᏗᎭ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᎠᎦᏔᎲᎢ; ᎠᎴ ᎤᏚᎩ ᎠᏋᎭ ᎬᏂᎨᏒ ᎢᏯᏆᎵᏍᏙᏗᏱ ᎾᏍᏉ ᏂᎯ ᏕᏣᏓᏅᏛᎢ.
Naizvozvo tichiziva kutyisa kwaIshe tinonyengetedza vanhu, asi tinoratidzwa kuna Mwari; uye ndine chivimbo kuti tiratidzwewo pahana dzenyu.
12 ᎥᏝᏰᏃ ᏂᎯ ᏍᎩᎸᏉᏗᏳ ᎢᏳᎵᏍᏙᏗᏱ ᏲᏥᏂᎳᏗᎭ; ᎢᏨᏁᎭᏍᎩᏂ ᏍᎩᎸᏉᏙᏗᏱ, ᎾᏍᎩ ᎪᎱᏍᏗ ᏳᏂᎭ ᏧᎾᏬᎯᎵᏴᏍᏓᏁᏗ, ᎢᏨᏰᎵᏎᎭ, ᎾᏍᎩ ᎦᏚᏉ ᎡᎯ ᎠᎾᏢᏉᏙᏗᏍᎩ ᏥᎩ, ᏙᏧᎾᏓᏅᏛᏃ ᎠᎾᏢᏉᏙᏗᏍᎩ ᏂᎨᏒᎾ.
Nokuti hatizvizivisizve kwamuri, asi tinokupai mukana wekuzvirumbidza nekuda kwedu, kuti mugone kumirisana nevanozvirumbidza pachiso, kwetewo pamoyo.
13 ᎢᏳᏰᏃ ᏱᏙᎩᎸᏃᏗᎭ, ᎤᏁᎳᏅᎯᏉ ᏅᏗᎦᎵᏍᏙᏗᎭ; ᎢᏳ ᎠᎴ ᏙᎯ ᏱᏙᎦᏓᏅᏔ, ᏂᎯᏉ ᏅᏗᎦᎵᏍᏙᏗᎭ.
Nokuti kana tichipenga, tinopenga kuna Mwari; kana tiri vanhu kwavo, tiri kwavo kwamuri.
14 ᎦᎶᏁᏛᏰᏃ ᎤᏓᎨᏳᏗ ᎨᏒ ᏙᎦᏘᏁᎦ; ᎯᎠᏰᏃ ᏄᏍᏗ ᏙᏧᎪᏗᎭ, ᎾᏍᎩ, ᎢᏳᏃ ᎠᏏᏴᏫ ᎾᏂᎥ ᏱᏚᏲᎱᎯᏎᎸ, ᎿᎭᏉ ᎾᏍᎩ ᎾᏂᎥ ᏚᏂᏲᎱᏒᎩ;
Nokuti rudo rwaKristu rwunotimanikidza, nokuti tinoona izvozvi kuti kana umwe akafira vese, zvino vese vakafa;
15 ᎾᏍᎩᏃ ᎾᏂᎥ ᏚᏲᎱᎯᏎᎴᎢ, ᎾᏍᎩ Ꮎ ᏗᏅᏃᏛ ᏥᎩ ᎪᎯ ᎨᏒ ᎢᏳᏓᎴᏅᏛ ᎤᏅᏒᏉ ᎤᎾᏤᎵ ᎤᎬᏩᎵ ᎤᎾᎴᏂᏓᏍᏗᏱ ᏂᎨᏒᎾ, ᎾᏍᎩᏍᎩᏂ Ꮎ ᎤᏤᎵ ᎤᎬᏩᎵ ᏧᏲᎱᎯᏎᎸᎯ ᎠᎴ ᏧᎴᎯᏌᏅᎯ ᏥᎩ.
uye wakafira vese kuti avo vanorarama vachirega kuzozviraramira ivo, asi iye wakavafira nekumukazve.
16 ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏏᏗ ᎪᎯ ᎨᏒ ᎢᏳᏓᎴᏅᏛ ᎥᏝ ᎩᎶ ᏲᏥᎦᏔᎭ ᎾᏍᎩᏯ ᎤᏇᏓᎵ ᎠᎦᏔᎲᎢ. ᎠᎴ ᎾᏍᏉ ᎢᏳ ᎦᎶᏁᏛ ᎣᏥᎦᏙᎥᏒᎯ ᏱᎩ ᎤᏇᏓᎵ ᎠᎦᏔᎲ ᎾᏍᎩᏯᎢ, ᎠᏎᏃ ᎪᎯ ᎨᏒ ᎢᏳᏓᎴᏅᏛ ᎥᏝ ᎿᎭᏉ ᏲᏥᎦᏔᎭ.
Naizvozvo kubvira ikozvino isu hatizivi munhu panyama; uye kunyange kana takaziva Kristu panyama, asi ikozvino hatichamuzivi saizvozvo.
17 ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏏᏗ, ᎢᏳᏃ ᎩᎶ ᎦᎶᏁᏛᏱ ᎠᏯᎡᏍᏗ ᎾᏍᎩ ᎢᏤ ᎾᎬᏁᎸ; ᏧᏓᎴᏅᏛ ᎤᏪᏘ ᎨᏒ ᎤᎶᏐᏅ; ᎬᏂᏳᏉ, ᏂᎦᏗᏳ ᏧᏓᎴᏅᏛ ᎢᏤ ᏄᎵᏍᏔᏅ.
Kuti kana munhu ari muna Kristu, wava chisikwa chitsva; zvekare zvapfuura, tarira zvese zvava zvitsva.
18 ᎠᎴ ᏂᎦᏗᏳ ᏧᏓᎴᏅᏛ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᎢᏳᏩᏂᏌᏛ, ᎾᏍᎩ ᏙᎯ ᏥᏄᏩᏁᎸ ᎡᏗᏍᎦᎩ ᎨᏒ ᏥᏌ ᎦᎶᏁᏛ ᎠᎬᏗᏍᎬᎢ, ᎠᎴ ᎠᏴ ᎣᎦᏒᎦᎶᏔᏅ ᏙᎯ ᎢᎬᏁᎯ ᏗᎦᎸᏫᏍᏓᏁᏗ;
Uye zvese zvinobva kuna Mwari, wakatiyananisa naye kubudikidza naJesu Kristu, uye wakatipa shumiro yeyananiso;
19 ᎯᎠ ᎾᏍᎩ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᏙᎯ ᏂᎬᏁᎲᎩ ᎡᎶᎯ ᎬᏩᏍᎦᎩ ᎨᏒ ᎦᎶᏁᏛ ᎬᏗᏍᎬᎩ, ᎤᏂᏍᎦᏅᏨ ᎤᏂᏍᎦᏅᏨᎯ ᏂᏓᏰᎸᎾᏁᎲᎾ; ᎠᎴ ᎠᏴ ᎣᎦᏒᎶᏔᏅ ᎧᏃᎮᏛ ᏙᎯ ᎢᎬᏁᎯ.
sezvinonzi Mwari wakange achiyananisa nyika kwaari muna Kristu, asingavaverengeri kudarika kwavo, akaisa kwatiri shoko reyananiso.
20 ᎾᏍᎩᏃ ᎠᏴ ᎣᎩᏅᏏᏛ ᎦᎶᏁᏛ ᎣᏣᏓᏁᏟᏴᏍᏔᏁᎸᎯ; ᎾᏍᎩᏯᏉ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᏥᏥᏍᏗᏰᏗᏍᎪ ᎠᏴ ᏦᎬᏗᏍᎪᎢ, ᎦᎶᏁᏛ ᎣᏣᏓᏁᏟᏴᏍᏓᏁᎭ, ᎢᏨᏔᏲᏎᎭ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᏙᎯ ᎢᏨᏁᏗᏱ.
Naizvozvo tiri nhume pachinzvimbo chaKristu, Mwari saanenge achikumbirisa nesu; tinokumbirisa pachinzvimbo chaKristu tichiti: Yananiswai naMwari.
21 ᎾᏍᎩᏰᏃ ᎠᏍᎦᏂ ᎾᎦᏔᎲᎾ ᏥᎨᏎᎢ, ᎾᏍᎩ ᎠᏍᎦᎾ ᎤᏰᎸᏅ ᎠᏴ ᎨᏒ ᏅᏧᎵᏍᏙᏔᏅ, ᎾᏍᎩ ᎢᏳᏩᏂᏐᏗᏱ ᎠᏴ ᏂᏗᏍᎦᏅᎾ ᎢᎩᏰᎸᏗᏱ ᎤᏁᎳᏅᎯ ᏕᎦᎧᏂᏍᎬᎢ.
Nokuti uyo wakange asingazivi chivi wakamuita chivi pachinzvimbo chedu, kuti isu tive kururama kwaMwari maari.

< ᎪᎵᏂᏗᏱ ᎠᏁᎯ ᏔᎵᏁ ᎨᎪᏪᎳᏁᎸᎯ 5 >