< Uruyan Yuhana 4 >

1 Na ule imone nkata meng yene, ndi nkan kibulun na ipuno kitene kane. Liwuii nburne na li lirina nin me nafo kulantun, woro, “gana kikane, meng ba dursufi imon ile na iba su, kimal nile imone.”
Shure kwaizvozvi ndakatarisa, uye ipapo pamberi pangu pakanga pano mukova wakanga wakazaruka kudenga. Uye inzwi randakanzwa richitaura kwandiri rakanga rakaita sehwamanda, rakati, “Kwira kuno, ndigokuratidza zvinofanira kuitika shure kwaizvozvi.”
2 Na nin molu kubi ba, inyita nanya Ruhu, inyene kutet tigo kitene kane, umon nin sosin kitene kuni.
Pakarepo ndakava muMweya, uye ipapo pamberi pangu pakava nechigaro choushe kudenga, nomumwe akanga agere pamusoro pacho.
3 Unan sosine kitene italan Jaspa inin Kanilian. LIkashi nin kilino Kutet te Likashe maswin afo u emerard.
Uye akanga agerepo akanga akaita sedombo rejasipa nekarineri. Muraravungu, wakanga wakafanana nedombo reemaradhi, wakanga wakakomberedza chigaro choushe.
4 Ukilinu kuteet among ateet wa duku akut aba nin nanas, akune akut aba nin nanas wa sosinku, iwa shon imon iboo, nin litapa nizinariya nati mine.
Zvimwe zvigaro zvoushe makumi maviri nezvina zvakanga zvakakomberedza chigaro choushe, uye vakanga vagere pamusoro pazvo vakanga vari vakuru makumi maviri navana. Vakanga vakapfeka nguo chena uye vane korona dzegoridhe mumisoro yavo.
5 Nnuzu kuteete umalizinu, tiwuiyi, a ututuzu Titpitila kuzoor wa nkasu kuteete, tipitila to ne wadi tiruhu kuzor tin Kutelle.
Pachigaro choushe pakabuda kupenya kwemheni, kudengenyeka uye namaungira okutinhira. Pamberi pechigaro choushe, pakanga pane mwenje minomwe yaipfuta. Iyi ndiyo mweya minomwe yaMwari.
6 Tutun nbun kuteet kurawa kudiya wa duku, lau nafo ukristal. Vat nkilinu kuteet imon inawa intene na nas nin iyizi ubun nin kidun.
Pamberi pechigaro choushe paivawo nezvaitarisika segungwa regirazi, rakachena sedombo rekristaro. Pakati, paipoteredza chigaro choushe, pakanga pane zvisikwa zvina, uye zvakanga zvakafukidzwa nameso, mberi neshure.
7 Fi nawa nburne wa di nafo kupki, fi nawa fin nbe wadi nafo kuluka, finawa fin tatte wadi nin muron nitfin nase wa di nafo kuzzi.
Chisikwa chipenyu chokutanga chakanga chakaita seshumba, chechipiri chakanga chakaita senzombe, chechitatu chakanga chine chiso sechomunhu, chechina chakanga chakaita segondo rinobhururuka.
8 Vat mine wa di nin na gilit ku totocin, nin nizi kitene nin kadas. Uwuie nin kitik iyitan su, Inawan tene nagilit kutocin, ayita nin niyizi kitene nin kadas, kiyitik nin liyirin na isuna ubellu, “Ulau, ulau, ulau amere Cikilari Kutelle, unan tigo vat, ule na awadi, ule na adi, ule na abu dak.”
Chimwe nechimwe chezvisikwa zvipenyu zvina chakanga china mapapiro matanhatu uye chakanga chakafukidzwa nameso kumativi ose, kunyange pasi pamapapiro acho. Masikati nousiku hazvina kumborega kuti:
9 Kubi na inawa ina ngongon, ingongong, nin ngodiya kiti nlenge na asosin kitene kuteet tigo, Ule na a di sa ligan, (aiōn g165)
Pose paipa zvisikwa zvipenyu mbiri, kukudzwa nokuvonga kuna iye anogara pachigaro choushe, iye anogara nokusingaperi-peri, (aiōn g165)
10 akune akut aba nin na nas itiza rau nbun nan sosin kutet, itumuno inbun inle na adi ligan, ikala ti titapa i to inbun kutete inin dun su (aiōn g165)
vakuru makumi maviri navana vaiwira pasi pamberi pake iye anogara pachigaro choushe, uye vaimunamata iye anogara nokusingaperi-peri. Vaikanda korona dzavo pamberi pechigaro choushe vachiti: (aiōn g165)
11 “Fere batin Cikilari Kutelle bite, useru ngongon nin zazunu nin likara bara una ke imon vat, nan nya nyinnu fe vat di umini wa kee.”
“Makafanira, Ishe naMwari wedu, kugamuchira kubwinya nokukudzwa, uye nesimba, nokuti makasika zvinhu zvose, nokuda kwenyu zvakasikwa, uye zviripo nokuda kwenyu.”

< Uruyan Yuhana 4 >