< Uruyan Yuhana 12 >

1 Iwa yene kulap kudya kitene: uwani wa terin uwui, a upui nanya nabunu; a litapa miyini likure wa di litime.
Chiratidzo chikuru uye chinoshamisa chakaonekwa kudenga: mukadzi akanga akapfeka zuva, mwedzi uri pasi petsoka dzake, nekorona ine nyeredzi gumi nembiri pamusoro wake.
2 Awa di nin liburi kumat ayita kucilu nkon libari kumat-nanya nkonu kumat.
Akanga ane mimba uye akadanidzira mukurwadziwa sezvo akanga ava kupona.
3 Iwa yene nkon kulap tutun kitene kani: Yenjen! Nkon kugbergenu kushine kudya na ku wa di nin nati kuzor, awulu kulidi a titapa kuzor litime.
Ipapo chimwe chiratidzo chakaonekwa kudenga: shato huru tsvuku ine misoro minomwe nenyanga gumi nekorona nomwe mumisoro yayo.
4 Udu me wa wanung ukashi utat niyini kitene kani a toltuno inin udak uyii. Dragon uni wa da yissin uwane na awa maru ase a molo gono.
Muswe wayo wakatsvaira chikamu chimwe chete muzvitatu chenyeredzi kubva kudenga ukadzikanda pasi. Shato yakamira pamberi pomukadzi akanga ava kuzvara, kuitira kuti iparadze mwana wake kana angozvarwa.
5 Awa maru gono, gona kilime, ulenge na adin cinu usu tigo timyin in yii vat nin sa fikoro. Iwa bolu gono me udu kiti Kutelle udu tigome.
Akazvara mwanakomana, munhurume, achazotonga ndudzi dzose netsvimbo yesimbi. Uye mwana wake akatorwa akaendeswa kuna Mwari nokuchigaro chake choushe.
6 Uwane uni wa cun udu nanya kusho, kti ganga na Kutelle na kyek ghe mun, bara inan su libya me kitene uduru ayiri limui nin nakalt aba nin nakut kutocin.
Mukadzi akatizira kugwenga kunzvimbo yaakanga agadzirirwa naMwari, kwaaizochengetwa kwamazuva chiuru namazana maviri namakumi matanhatu.
7 Nene likun wa fita kitene kani. Mikailu nin nono kadura me su likun nin dragon; a nono kaduru me.
Uye kudenga kwakava nehondo. Mikaeri navatumwa vake vakarwa neshato, uye shato navatumwa vayo ikadzorerawo.
8 Amma na dragone wadi nin likara nworu a li likure ba. Bara nani na iwa kuru ise kitin so bara ame nin nono kadura me ba.
Asi yakanga isina simba rakakwana, uye nzvimbo yavo yakashayikwa kudenga.
9 Dragon udya-fiyi fikuse fone na idin yicu kubergenu sa shaita ule na awa rusuzu uyie vat-iwa turunghe udak kutyen, nono kadura me wang iwa turun nani nanghe udak kutyine.
Shato huru yakakandwa pasi, iyo nyoka yekare inonzi dhiabhori, kana kuti Satani, anotsausa nyika yose. Akakandwa panyika pamwe chete navatumwa vake.
10 In tunna nlanza liwui karau unuzu kitene kani, liworo, “Nene utucu nda, likara nin kipin tigo Kutelle, nin likara in Kristi me. Bara ina turun unan vuruzu linawana bite udu kutyen-ulenge na a vuruzu nani ubun Kutelle lirin nin Kyitik.
Ipapo ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti: “Zvino ruponeso nesimba noumambo hwaMwari wedu zvasvika, uye nesimba raKristu wake. Nokuti mupomeri wehama dzedu, iye anovapomera pamberi paMwari wedu masikati nousiku, akandwa panyika.
11 Iwa li likara me nin mii kuzara nin liru nshaida mine, bara na iwa us tilai mine kan ba, har udu ukul.
Vakamukunda neropa reGwayana uye neshoko rokupupura kwavo; havana kuda upenyu hwavo zvakanyanya zvokuti vangatya kufa.
12 Bara nani, sun liburi libo, anun anan kitene natenle, nan na lenge na issosin ku vat. Amma kash in yie nin kurawa bara kugbergenu na tolu ucndak kitimine. A kulung nin nayi ananzang kang, bara na ayiru kubi me nlawa cingilinghari.
Naizvozvo farai, imi matenga nemi munogara maari! Asi mune nhamo imi nyika negungwa, nokuti dhiabhori aburuka kwamuri! Akatsamwa kwazvo, nokuti anoziva kuti nguva yake ipfupi.”
13 Na dragon wa yinin i turunghe udak nanya in yii, amini wa piziru uwane na ana maru gono kilime.
Shato yakati yaona kuti yakanga yakandwa panyika, yakadzinganisa mukadzi akanga azvara mwana mukomana.
14 Amma iwa ni uwane agilit nakara kuzi, bara anan fita udu kiti kanga na ina kyele ghe mun nanya intene, kite na ima di su libya me ku, nin kubi a kubi, nin kugir kubi-kiti kanga na fiyiye wasa fiduru ba.
Mukadzi akapiwa mapapiro maviri egondo guru, kuitira kuti agobhururuka achienda kunzvimbo yaakanga agadzirirwa kugwenga, uko kwaaizochengetwa kwenguva nedzimwe nguva nehafu yenguva, kusingasviki nyoka.
15 Fiyi ye gutuna nmyen nanya nnuu me nafo kigawa, anan se ata fignunan nmyen a yalya uwane anya mun.
Ipapo nyoka yakabudisa mvura yakaita sorwizi kubva mumuromo mayo, kuti ikukure mukadzi namafashamu.
16 Amma kutyen koni wa bun uwane. ku wa puun unuu me ku mila kigawe na dragone wa guttun unuzu nanya nnuu me.
Asi nyika yakabatsira mukadzi nokuzarura muromo wayo ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa neshato mumuromo wayo.
17 Ayi in dragone ani wa nana kang anya ama disu likun nin kagisin fimus nwane-alenge na iyinna nin tiduka Kutelle a ushaida nbelen Yisa.
Ipapo shato yakatsamwira mukadzi ikaenda kundorwa navana vake vakanga vasara, vaya vanoteerera mirayiro yaMwari uye vanobatirira pauchapupu hwaJesu.

< Uruyan Yuhana 12 >