< Ibraniyawa 13 >

1 Na usu linuana lii ubun,
Rudo rweukama ngarugare.
2 na iwa shawa iseru amara ba, bara usu nani among na senru nono kadua Kutelle sa uyiru mine.
Musakanganwa kugamuchira vaeni; nokuti mukudaro vamwe vakagamuchira vatumwa vasingazvizivi.
3 Lizinon nin nalenge na idi licin, nafo anung di nange nanghinu nafo ninmini nidowo di nniu nanghinu.
Rangarirai vasungwa, semakasungwa pamwe navo; vanoitirwa zvakaipa, sezvinonzi ndimwiwo muri pamuviri.
4 Na ilugwa so imon ndaraja vat, na ukomi nilugwa so lau, Kutelle ba da wucu kidegen kiti nanan kulapi nzina.
Wanano ngaikudzwe kune vese, nenhovo irege kusvibiswa; asi Mwari achatonga mhombwe nezvifeve.
5 Na lisosin nime so sa ukuluma fikurfung, na imon ile na udumun ibatinfi, bara Kutelle litime wa woro “na meng ba suunufi ba, so nderinfi,
Mararamiro enyu ngaave ekusakarira mari; gutsikanai nezvinhu zviripo; nokuti iye wakati: Handingatongokurasi, uye handingatongokusii.
6 na imon na tidimu ibatinari, bara tinan belle fong “Kutelle amere unan buunu nighe, meng ba lanzu fiu ba, iyaghari umong ba su menkurwa?”
Naizvozvo tingashinga tichiti: Ishe mubatsiri wangu, uye handingatyi munhu zvaangandiitira.
7 Yenjen alenge na idi ndortu nighinu, alenge na idin bellu munu uliru Kutelle, tutun yenjen uduk katuwa mine, suun nafo inughe.
Rangarirai vanokutungamirirai, vakataura kwamuri shoko raMwari; muchicherekedza kuguma kwemafambiro avo, teverai rutendo rwavo.
8 Yesu Kristi amere urume kitimone nnleghe udu ubune vat. (aiōn g165)
Jesu Kristu wakadaro zuro nanhasi, nekusingaperi. (aiōn g165)
9 Na iwa wututun munu nin nmong udursuzu upese ngangan ba, bara ucaun ukele nibinai mine kiti naliheri, na imonli wansu tigo ulenge na iwau ibuno alenge na isosin bara inin ba.
Musakukurwa nedzidziso dzakasiyana-siyana uye dzisingazikanwi; nokuti chinhu chakanaka kuti moyo usimbiswe nenyasha, kwete nekudya, kwavasina kubatsirwa nako ivo vakafamba makuri.
10 Tidin nbagadi, bara alenge na idin su katuwa ku nanya kitin liran wansa uleo ku ba.
Tine aritari, pavasina kodzero yekudya pairi ivo vanoshumira tabhenakeri.
11 Bara nmii ninawa na ina gutun bara kalapoi upirist udia wari din dasu mun kiti kilau, asa ijuju nidowo mine ndase.
Nokuti mhuka idzo, dzakaisirwa ropa radzo panzvimbo tsvene nemupristi mukuru nekuda kwechivi, mitumbi yadzo inopiswa kunze kwemusasa.
12 Bara Yesu wa gutun nmii mye mamal kibulun kagbiri, nanya nworu akusu anite unuzu nmii mye.
Naizvozvo naJesuwo, kuti aite vanhu vave vatsvene neropa rake pachake wakatambudzika kunze kwesuwo.
13 Na arike bara nani tido kitime ndase, timin ulanzu ncin mye.
Naizvozvo ngatibudire kwaari kunze kwemusasa, takatakura kunyadziswa kwake.
14 Bara na tidinin nkan kagbir kan nati bite kikane ba, nin nani tidin piziru kagbir kanga na ka ba dak.
Nokuti pano hatina guta rinogara, asi tinotsvaka rinouya.
15 Kitin Yesu ti ba ni atibite bara liru myeko lome liyiri, kiti Kutelle, liru longo na linnere kumat nnu bite inan yinno lisa mye.
Naizvozvo kubudikidza naye ngatirambe tichibaira chibairo chekurumbidza kuna Mwari, ndicho chibereko chemiromo ichibvuma zita rake.
16 Na iwa shawa usu nimon icine ba, ibun linuana ba, bara imusin nle unii litere Kutelle din lanzu nmaghe.
Asi musakanganwa kuita zvakanaka nekudyidzana; nokuti Mwari anofadzwa nezvibairo zvakadaro.
17 dorton nin nakpu nati mine kiti nadidiya bara inughe din sun ncaa nidowo mine, nafo alenge na iba ni kibatiza, dorton nani inan dofino ninghinu nin liburi liboo, na nin tiana nayi ba, na uba bunu munu ba.
Teererai vanokutungamirirai, uye muzviise pasi pavo; nokuti ava vanorindira mweya yenyu, sevachazopa rondedzero, kuti vaite izvozvo nemufaro, kwete nekugomera; nokuti izvozvo hazvikubatsiriyi.
18 Suun nari nliran, bara tiyinna tidinin nibinai nilau, ninsu lisosin ngongon nanya nimon vat.
Tinyengetererei; nokuti tinovimba kuti tine hana yakanaka, tichida kufamba zvakanaka pazvinhu zvese;
19 meng uni nkpinmunu agang vat isu nani, bara meng nan se nkpilla kiti mine na nin dandaunu ba.
uye ndinokukumbirisisai kuti muite izvozvi, kuti ndikurumidze kudzoserwa kwamuri.
20 Nene na ame Kutelle ntop, ulenge na ana dak ninghe unzu nanya nkul ame udia liwalli nakam ncikilari Yesu kiti nmii nalikawali sa ligan. (aiōnios g166)
Zvino Mwari werugare, wakadzosa kubva kuvakafa Mufudzi mukuru wemakwai, neropa resungano yekusingaperi, iye Ishe wedu Jesu, (aiōnios g166)
21 Ukullo munu nin nimon icine inan su lidu mye, na lidi katuwa nanya bite. alenge na idin puuzu ghe ayi kiti mye, unuzu Yesu Kristi kitime, ngongong duku sa ligan, uso nani. (aiōn g165)
ngaakupereredzei pabasa rese rakanaka kuti muite chido chake, achiita mukati menyu izvo zvinofadza pamberi pake kubudikidza naJesu Kristu, ngaave nekubwinya kusvikira rinhi narinhi. Ameni. (aiōn g165)
22 Nene ndin kpinu munu nagang, linuana, inanan miino ukpinu nagang na ina nyertin munu baat.
Asi ndinokukumbirisai, hama, gamuchirai makatsunga shoko rekurudziro, nokutiwo ndakunyorerai nemashoko mashoma.
23 Yinnon nworo gwana bite Timoti ina bunku ghe ame ulenge na nba yenu ghe as ada na nin dandaunu ba.
Zivai kuti Timotio hama yedu wakasunungurwa, kana akakurumidza kusvika, ndinozokuonai ndinaye.
24 Lisson adikdiya mine vat, umunu annit alauwe alenge na idi in ilaliya din lissu munu.
Kwazisai vese vanokutungamirirai, nevatsvene vese. Vanobva Itaria vanokukwazisai.
25 na ntop Kutelle so nanghinu vat.
Nyasha ngadzive nemwi mese. Ameni.

< Ibraniyawa 13 >