< 2 Ukorintiyawa 7 >

1 Anan sunin, bara na tidinin nale alkawali nati kusu ati bite nanya nimung ile na mati nari ndinong nanya nidowo nin fi, tipezeru nlau nin feu Kutell.
Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.
2 nari kutii na ti nati umong imemon inanzan ba sa tina nyofilo umong sa tina kata likara mon
Tigadzirireiwo nzvimbo mumwoyo yenyu. Hatina munhu watakatadzira, hatina munhu watakanyengera, hatina munhu watakaitira zvisakarurama.
3 Na ina beling minu nani inti minu ncaa nkul ba bara na ina malu benlin minu idi nibinai bite tiku ligowe ti se ulai ligowe tutung.
Handitauri izvi kuti ndikupei mhosva; ndakambotaura kare kuti imi muri mumwoyo yedu zvokuti tingagona kurarama kana kufa pamwe chete nemi.
4 nin nayi akone kan kiti min, indin foo figiri nin yunn, inkulau nin nayyi ashe.
Ndinovimba nemi zvikuru; ndinozvirumbidza zvikuru nokuda kwenyu. Ndinokurudzirwa zvikuru; mumatambudziko edu ose mufaro wangu hauna magumo.
5 wadak Umakadoni, nidowa bite wa se ushinu b, nin nani tiwa se uni buri li dina va, ufizu nayi ndas nin feu bite.
Nokuti patakasvika kuMasedhonia, muviri wedu uyu hauna kuwana zororo, asi takatambudzwa kumativi ose, zvaiti kukakavara kunze, nokutya nechomukati.
6 nani Kutelle, ame ule na adin nukizu nibinai na le na nibinai mine nkete.
Asi Mwari anonyaradza vakaora mwoyo, akatinyaradza pakauya Tito,
7 Na nin dak mere cas b, tutung baramsheu nayi ana se kiti mine na awa beling nari libusine min, mine nkune kune nin cancam ndamuwa minwa mine nime in wa su ayi aboo kang.
kwete nokuda kwokuuya kwake bedzi, asiwo nokuda kwokunyaradza kwamakamupa. Akatiudza nezvokundishuva kwenyu, kusuwa kwenyu kukuru, nokuva nehanya kwenyu pamusoro pangu, saka mufaro wangu wakava mukuru kwazvo.
8 Sa andi iyer nighe na tiniminu seng nibinaiye, na inwa kpilia kibinae kidun ba kodashike mua kpilia na unwa yene iyert nige nata nibinaeye mine seng bara n nin kubi baat.
Kunyange zvazvo ndakakuchemedzai netsamba yangu, handizvidembi nokuda kwaizvozvo. Kunyange zvangu ndakazvidemba, ndinoona kuti tsamba yangu yakakurwadzai, asi kwenguva duku chete,
9 In din lanzun mang nin nen, na bara i wa parda minu b, bara na ayi asirne mine nati inani na dak nin foo nacara ina use nimong bara arik ba.
asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa kukuru sezvaidiwa naMwari uye nokudaro hamuna kukuvadzwa nesu nenzira ipi zvayo.
10 nani ayiasirne Kutelle na daminu ni foo nacara na unada pirin tucu sa ugitirnu ayiasirne yii na daknnin kull.
Nokuti kusuwa kwoumwari kunouyisa kutendeuka uko kunotungamirira kuruponeso uye hakuuyisi kudemba, asi kusuwa kwenyika kunouyisa rufu.
11 Yene imonile na uti kibinai kidiya kuu Kutelle nayiasirne na na nutun nanya mine ute kibinai kidege nanya mine man duro usali kulapi min, uyapina upunu kibinay, fiya pin fe, uyapin nari usaman, uyapin ushuu liti nin yapin usu nyenu isere kidegene see! nanya nimong vat idinin su iduro atimine ana sali kulapi nanya nle ulire
Tarirai zvaitwa mamuri nokusuwa uku kwoumwari: kushinga kukuru kwakadii, ishungu dzakadii kuti muzvichenese, kutsamwa kwakadii nokutya kwakadii nechishuvo chakadii, nehanya yakadii, nokuda kuona kururamisira kuchiitwa kwakadii. Pazvinhu zvose mazviratidza kuti hamuna mhosva panyaya iyi.
12 Nin nanin ina yertin uldu kiti min, na ina yertin bara anan Kulapi b, sa bara ule na idin niu nin kulape ba bara na ushoo kibinai mine narik nan nutuno kidawo udu kiti mine nanya nizi Kutell.
Saka kunyange zvangu ndakakunyorerai, ndakanga ndisingazviiti nokuda kwaiye akaita zvakaipa, kana nokuda kwaiye akaitirwa zvakaipa, asi kuti pamberi paMwari mugone kuzvionera kuti makazvipira sei kwatiri.
13 Nanya nilele ita nari ayiakone nanyan kpinu inshau nibinai bit, tilanza mang, tutung bara Titus na infep me wase upenun funu bara anun vat.
Naizvozvi zvose tinokurudzirwa. Pamusoro pokukurudzirwa kwedu, takanyanya kufadzwa zvikuru nokuona mufaro wakanga una Tito, nokuti mweya wake wakasimbiswa nemi mose.
14 Bara andi iname reu figiri ninghe bara anun, na awa tiyi incin b, nafo na tiwa beling minu imong vat kidegen, nanere ufoo figiri nin Titus wa da da so kidegen nanere ufoo
Nokuti ndakanga ndazvirumbidza kwaari pamusoro penyu, uye hamuna kundinyadzisa. Asi sezvo zvose zvatakataura pamusoro penyu zvaiva chokwadi, saka kuzvirumbidza kwedu kuna Tito pamusoro penyu kwakaratidza kuti ndokwechokwadiwo.
15 Nin mmang libiya me inyinu na ukarn, nafo na ana lizin mishau nati mine vat nafo na iwa serughe nin ketizu.
Uye rudo rwake kwamuri rukuru kwazvo paanorangarira kuti mose makanga muchiteerera, pamakamugamuchira nokutya nokudedera.
16 Mang na lanza mmang bara na indinin na na in dinin nanya ku ne inyinu
Ndinofara kuti ndinogona kuvimba nemi zvizere.

< 2 Ukorintiyawa 7 >