< 1 Ukorintiyawa 5 >

1 Tina nlanza ubellen uworu nenge kulapin zina di nan nya mine, imusu kulapi kọ na iyinna mun nan nya na lumai wang ba. Nafo na ubelle di umon nan nya mine adin nnozu nin nwani ncife.
Zvinonzwikwa chose kuti upombwe huripo pakati penyu, uye upombwe hwakadaro husingataurwi kunyange pakati pevahedheni, zvekuti umwe ave nemukadzi wababa vake.
2 Anun din nfo figiri! Na iwana di tiyoma ba? Ulle na assu ille imon gbas iba kallughe nanya mine.
Asi imwi munozvikudza, uye pachinzvimbo chaizvozvo hamuna kuchema, kuti wakaita chiito ichi abviswe pakati penyu.
3 Bara nani, nsali ku nan nya kidowo, vat nani nduku nan nya nfip milau, inna malu usu nan su nille imone ushariya nafo uwandi kite.
Nokuti iniwo zvirokwazvo, sendisipo pamuviri, asi ndiripo pamweya ndatogura zveuyo wakaita chiito chakadai ichi, sendinenge ndiripo,
4 Assa izurro ligowe nan nya lisan Chikilari bite Yesu, nfip nighe duku nin likara Chikilari bite Yisa-nna mallu usu unit une ushariya.
muzita raIshe wedu Jesu Kristu, maungana nemweya wangu nesimba raIshe wedu Jesu Kristu,
5 Nnakpaghe nachara nshitan a mollu kidowo finawa, bara fisudu me nanse utuchu liri ndak in Chikilari.
kukumikidza wakadai kuna Satani mukuparadzwa kwenyama, kuti mweya uponeswe pazuva raIshe Jesu.
6 Ufo figiri mine caun ba. Na anun yiru nwo uyist chingilin asa utah likalang ta fukuku ba?
Kuzvikudza kwenyu hakuna kunaka. Hamuzivi here kuti mbiriso shoma inovirisa mukanyiwa wese?
7 Wesen atimine kitin nyist ukuse inan nso likalang lipese nene na idi nafo likalan nborodi ubishe. Bara Kristi, kukam ntuchu bite, na iwa gutun mmii me.
Naizvozvo sukai kwazvo mbiriso yekare, kuti muve mukanyiwa mutsva, sezvamusina kuiswa mbiriso. Nokuti nepasika yedu yakabairwa isu, iye Kristu.
8 Bara nani na tisu ubuki nayi abo, na nin nyist ukuse ba, uyist na udin dasu nin likara linanzang nin magunta, amma nin mborodi nsalin nmucu ucine nin kidegen.
Saka ngatichengetedze mutambo, kwete nembiriso yekare, kana nembiriso yekuipa nekutadza; asi nechingwa chisina mbiriso chakatendeka nechechokwadi.
9 Nna nyertu munu nan nya kuffa niyerte nighe yenje iwa munu ati nin na nan kulapin nzina.
Ndakakunyorerai mutsamba kuti musafambidzana nemhombwe;
10 Uwan ma bellin minu nworu na nlon libau duku na linmunu minu nan nanan nzina nanan nsu nimon nyi, nin nanan bolusu nimon, ukudayi, sa akiri, alle nanit, sa anan nchil, ucaun inuzu nan nya nyi.
asi kwete zvakazara nemhombwe dzenyika ino, kana nevachivi, kana nevapambi, kana vanonamata zvifananidzo, nokuti kana zvakadaro zvingafanira kuti mubude munyika.
11 Nene ndin nyertu munu yenje umon wan munu liiti nin gwana kilime sa kishono na adi nan nyan Kristi nin nanit alle na idin su uzina, sa anan nsu nimon nyi, sa anan nchil, sa anan tizogo, sa anan nson ntoro, sa ukiri. Yenje iwa lii imonli ninghe.
Asi ikozvino ndakunyorerai kuti murege kufambidzana, kana munhu achiidzwa hama ari mhombwe, kana muchivi, kana munamati wezvifananidzo, kana mutuki, kana muraradzi, kana mupambi; musatongodya newakadai.
12 (Iyaghari myen ninku nin su nale na isali nan nya kutii Kutellẹ ushara?) Na, anughere din woru isu ale na idi nanya kutii Kutellẹ Ushara we ba?
Nokuti ini ndinei nekutongawo vari kunze? Imwi hamutongi vari mukati here?
13 Bara nani Kutellẹ dinsu alle na idin ndas ushara “Nuntunon fisudu finanzan fone nanya mine.”
Asi avo vari kunze Mwari anotonga. Uye dzingai wakaipa abve pakati penyu pachenyu.

< 1 Ukorintiyawa 5 >